Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona nezvekufamba kwebasa reZvapupu zvaJehovha pasi rese kubva muna September 2017 kusvika muna August 2018.
Nhamba Dzese dza2018
Mushumo wegore ra2018 weZvapupu zvaJehovha uri kuratidza zvavakaita uye mari yavakashandisa pabasa rekuparidza pasi rese.
Mishumo ya2018 Yenyika Uye Yendima Dzakasiyana-siyana
Mushumo uyu unoratidza nhamba yeZvapupu zvaJehovha, nhamba yevakabhabhatidzwa, nhamba yevakapinda musangano wekuyeuka rufu rwaJesu nezvimwewo.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?
Inzwa kuti tinowana sei nhamba yeZvapupu zvaJehovha.
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Sei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba?
Ona kuti Jesu akaudza vadzidzi vake vepakutanga-tanga kuitei.
SUMO DZEKUSHANDISA PAKUPARIDZA
Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei?
Vakawanda vanoda kuziva kuti Zvapupu zvaJehovha vambori vanhu vakaita sei. Rega tikuudze chokwadi.