Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nhamba Dzese dza2018

Nhamba Dzese dza2018
  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  87

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  240

  • Ungano Dzese: 119 954

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  20 329 317

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  19 521

  • Nhamba Yevaparidzi * Yatanga Tisati Tambosvitsa:  8 579 909

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega:  8 360 594

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2017:  1,4%

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa *: 281 744

  • Avhareji Yemapiyona * Mwedzi Wega Wega:  1 267 808

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 446 642

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  2 074 655 497

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri * Mwedzi Wega Wega:  10 079 709

Mugore rebasa * ra2018, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 214 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 331 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

^ ndima 7 Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

^ ndima 10 Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

^ ndima 11 Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.

^ ndima 14 Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?

^ ndima 15 Gore rebasa ra2018 rakatanga kubva musi wa1 September 2017, kusvika musi wa31 August 2018.