Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 1

“Uya Uone” Kristu

“Uya Uone” Kristu

Jesu akararama pasi pano makore angaita 2 000 apfuura, asi kunyange nanhasi tichiri kukwanisa kuita setiri ‘kuuya kuzomuona.’ (Johani 1:46) Mabhuku eEvhangeri anorondedzera zvakajeka zvaakaita uye vaakataura paaiva panyika pano. Chikamu chino chichatsanangura muchidimbu nezvekuti Jesu aiva munhu akaita sei.