Mugovera
‘Kuratidza ushingi kuti titaure Shoko raMwari tisingatyi’—VAFIRIPI 1:14
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 76 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Iva Neushingi . . .
-
Mudzidzi weBhaibheri (Mabasa 8:35, 36; 13:48)
-
Wechidiki (Pisarema 71:5; Zvirevo 2:11)
-
Muparidzi (1 VaTesaronika 2:2)
-
Murume Kana Kuti Mudzimai (VaEfeso 4:26, 27)
-
Mubereki (1 Samueri 17:55)
-
Piyona (1 Madzimambo 17:6-8, 12, 16)
-
Mukuru Muungano (Mabasa 20:28-30)
-
Munhu Akwegura (Dhanieri 6:10, 11; 12:13)
-
-
10:50 Rwiyo Nhamba 119 Nezviziviso
-
11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Vanhu Vaiva Neushingi, Kwete Makwara!
-
Joshua naKarebhi, Kwete Machinda 10 (Numeri 14:7-9)
-
Jaeri, Kwete Vanhu vekuMerozi (Vatongi 5:23)
-
Mikaya, Kwete Vaprofita Venhema (1 Madzimambo 22:14)
-
Jeremiya, Kwete Urija (Jeremiya 26:21-23)
-
Pauro, Kwete Mutongi Wechidiki Aiva Akapfuma (Mako 10:21, 22)
-
-
11:45 KUBHABHATIDZWA: “Hatisi Vaya Vanodzokera Shure”! (VaHebheru 10:35, 36, 39; 11:30, 32-34, 36; 1 Petro 5:10)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 38 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 111
-
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Dzidza Ushingi Kubva Kumhuka
-
Shumba (Mika 5:8)
-
Mabhiza (Jobho 39:19-25)
-
Chidzvororo (Pisarema 91:3, 13-15)
-
Tsodzo (1 Petro 3:15)
-
Nzou (Zvirevo 17:17)
-
-
2:40 Rwiyo Nhamba 60 Nezviziviso
-
2:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ushingi Huri Kuratidzwa Nehama Dzedu . . .
-
dzekuAfrica (Mateu 10:36-39)
-
dzekuAsia (Zekariya 2:8)
-
dzekuEurope (Zvakazarurwa 2:10)
-
dzekuNorth America (Isaya 6:8)
-
dzekuOceania (Pisarema 94:14, 19)
-
dzekuSouth America (Pisarema 34:19)
-
-
4:15 Iva Neushingi Asi Usazvivimba! (Zvirevo 3:5, 6; Isaya 25:9; Jeremiya 17:5-10; Johani 5:19)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 3 Nemunyengetero Wekugumisa