Svondo
“Shinga uye mwoyo wako ngausimbe. Chokwadi, tarisira kuna Jehovha”—PISAREMA 27:14
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 73 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvinhu Zvichaitika Mune Ramangwana Zvichada Kuti Tive Neushingi
-
Kushevedzerwa ‘Kwerugare Nekuchengeteka!’ (1 VaTesaronika 5:2, 3)
-
Kuparadzwa kweBhabhironi Guru (Zvakazarurwa 17:16, 17)
-
Kuziviswa Kwemashoko Anenge Chimvuramabwe (Zvakazarurwa 16:21)
-
Kurwiswa naGogi weMagogi (Ezekieri 38:10-12, 14-16)
-
Amagedhoni (Zvakazarurwa 16:14, 16)
-
Basa Guru Rekuvakazve (Isaya 65:21)
-
Muedzo Wekupedzisira (Zvakazarurwa 20:3, 7, 8)
-
-
11:10 Rwiyo Nhamba 8 Nezviziviso
-
11:20 HURUKURO YAVOSE YEBHAIBHERI: Tariro Yerumuko Inotipa Sei Ushingi? (Mako 5:35-42; Ruka 12:4, 5; Johani 5:28, 29; 11:11-14)
-
11:50 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
-
12:20 Rwiyo Nhamba 151 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 5
-
1:50 FIRIMU: Nyaya yaJona—Dzidza Kuva Neushingi Uye Kuregerera Vamwe (Jona 1-4)
-
2:40 Rwiyo Nhamba 71 Nezviziviso
-
2:50 Vari Kwatiri Vazhinji Kupfuura Vari Kutirwisa! (Dheuteronomio 7:17, 21; 28:2; 2 Madzimambo 6:16; 2 Makoronike 14:9-11; 32:7, 8, 21; Isaya 41:10-13)
-
3:50 Rwiyo Nemunyengetero Wekugumisa