Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ida Jehovha Nemwoyo Wako Wese

Ida Jehovha Nemwoyo Wako Wese

DHEUTERONOMI 13:3

MANGWANANI

  • 9:40 Mimhanzi

  • 9:50 Rwiyo Nhamba 109 Nemunyengetero

  • 10:00 “Kuda Mwari” Kunorevei?

  • 10:15 Anoda Jehovha Anofanira Kuda Hama Yake

  • 10:30 “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

  • 10:55 Rwiyo Nhamba 82 Nezviziviso

  • 11:05 “Rudo Runovhara Zvivi Zvizhinji”

  • 11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 50

MASIKATI

  • 1:20 Mimhanzi

  • 1:30 Rwiyo Nhamba 62

  • 1:35 Zvakaitika

  • 1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:15 Hurukuro Yekusiyirana: Rumbidza Jehovha Chero Bedzi Uri Mupenyu

    • Vana

    • Vari Kuyaruka

    • Vanhu Vakuru

  • 3:00 Rwiyo Nhamba 10 Nezviziviso

  • 3:10 Ida Jehovha Nemwoyo Wako Wese

  • 3:55 Rwiyo Nhamba 37 Nemunyengetero