Chikamu 3 PLAY Chikamu 3 Repafoni Rakaprindwa Zvatichadzidza: Tichadzidza kuti Mwari anotarisira kuti vanhu vanomunamata vaite sei ZVIDZIDZO 34 Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha? 35 Zvatingaite Kana Tichifanira Kusarudza Zvekuita 36 Iva Munhu Akatendeseka Pazvinhu Zvese 37 Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari? 38 Koshesa Chipo Cheupenyu 39 Maonero Anoita Mwari Ropa 40 Tingaita Sei Kuti Tive Vanhu Vakachena Kuna Mwari? 41 Bhaibheri Rinotii Nezvebonde? 42 Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro? 43 MuKristu Anofanira Kuona Sei Nyaya Yekunwa? 44 Mhemberero Dzese Dzinofadza Mwari Here? 45 Kusava Nedivi Ratinotsigira Kunorevei? 46 Nei Uchifanira Kuzvitsaurira Wobhabhatidzwa? 47 Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here? Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei? Paunoita kosi yeBhaibheri inoitiswa neZvapupu zvaJehovha, unogona kushandisa chero Bhaibheri raunaro. Mhuri yako neshamwari vanogona kuvapowo paunenge uchidzidza. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Chikamu 3 MABHUKU UYE MABHUROCHA Chikamu 3 Shona Chikamu 3 https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102021330/univ/art/1102021330_univ_sqr_xl.jpg lff