Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

January 8, 2004

Kunzwisisa Matambudziko Ezvinyamusi

Munyika yose, kuora mwoyo uye dambudziko rebipolar zviri kutambudza mamiriyoni evarume nevakadzi. Vari kurwara vangabatsirwa sei?

3 Pfungwa Dzinotambudzika

4 Kurarama Nedambudziko Rezvinyamusi

8 Tariro Yevanorwara

12 Nzira Iyo Vamwe Vangabatsira Nayo

16 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Ndinogona Sei Kubudirira Kuva Mukurukuri Paruzhinji?

19 Pfacha Munyika Isina Ushamwari!

20 Zvinoda Vacheche

24 Kupa Vana Zvavanoda

31 Miti—Tsime Rinokosha Remishonga

32 Kubudirira Pakati Pematambudziko

Zvibvumirano Zvichaunza Rugare Rwenyika Here? 14

Nei kuedza kukurukurirana kwevanhu kuchiramba kuchingokundikana?

Mishonga Yemakwenzi—Inogona Kukubatsira Here? 28

Mishonga yemakwenzi iri kuramba ichiwedzera kukurumbira. Ndezvipi zvingada kungwarirwa pakuishandisa kuratidza uchenjeri?