Zviri Mukati
Zviri Mukati
May 8, 2004
Kana Uchinetswa Pabasa Ungaitei?
Nhungamiro dzeBhaibheri dzinogona kukubatsira—uye kunyange kuita kuti— usanetswe pabasa.
3 Kubasa Here Kana Kuti Kuhondo?
5 Nzira iyo Vanonetswa Vanosarudzwa Nayo
7 Kuedza Kushanda Norugare Pabasa
10 Chikonzero Nei Ndisingadi Kuputa!
15 Unogona Kukurira Kusava Netariro
17 Ndokupi Kwaungawana Tariro Yechokwadi?
21 Mwana Wako Paanenge Achingochema Asinganyarari
22 Uwandu Hwevanhu, Bhaibheri, uye Nguva Yemberi
25 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .
Ndinofanira Kuona Sei Makirabhu Emadhanzi Epwere?
30 Kutenda Kwemhuri Kunoiswa Pamuedzo
Nei Tichifanira Kuona Kuroorana Sechinhu Chinokudzwa? 28
Maonero aunoita kuroorana ndiwo anogona kubatsira kuti kubudirire.