Zviri Mukati
Zviri Mukati
June 8, 2004
Uri Woga asi Usina Kusurukirwa
Nei vanhu vakawanda kudaro vachinzwa kusurukirwa? Chii chinogona kuitwa? Pachazova nenguva apo kuchange kusina munhu achazombonzwa kusurukirwa here?
3 Nei Kune Vanhu Vakawanda Zvikuru Vakasurukirwa?
9 Apo Kunenge Kusisina Munhu Achanzwa Kusurukirwazve
18 Nei Vakawanda Kwazvo Vachibatwa Nefivha Inokonzerwa Nouswa?
19 Hondo Yemakore Nemakore Yokurwira Utano Hwakanaka
23 Kubudirira uye Kukundikana Kurwisa Zvirwere
30 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .
Nei Mukomana Wangu Achindibata Zvakaipa Kudai?
Kufunganya Kunoratidza Kusava Nokutenda Here? 16
Bhaibheri rinoti chii pamusoro peizvi?
Matai—Anogona Kuponesa Upenyu Hwako! 12
Matai akanaka anokosha kuti motokari isaita tsaona. Angachengetwa sei akanaka?