Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

August 8, 2004

Zvidzivirire Pakubiridzirwa 3-11

Zvinhu zvishomanana zvinokosha zvokungwarira zvinogona kukubatsira zvikuru kuti usabiridzirwa wakavarairwa.

3 Kubiridzira—Chinetso Chiri Munyika Yose

5 Kuzvidzivirira Kwaungaita Pakubiridzirwa

10 Ungawanepi Tsika Dzakanaka?

13 MuSamariya Akanaka Womuzuva Ranhasi

Katsi Iri Mungozi Yokutsakatika Panyika Kupfuura Dzose

3 Takaberekerwa Kudzidza

4 Nzira Yokukudziridza Nayo Chido Chokudzidza

11 Dzakagadzirirwa Kudzidza Nokusingaperi

26 Kungwarira Chitarisiko Pakunozoguma Kwava Kushushikana

31 Matoyi Akanakisisa

32 ‘Rinondibatsira Kutsungirira Pandinenge Ndiri Mumuedzo’

Zvakaipei Kurara Mose Musati Maroorana? 12

Vechiduku vakawanda vanonzwa vachimanikidzwa kuti vamborarawo nomumwe munhu. Zvisinei, muKristu anofanira kuona sei kurara nomunhu waasati aroorana naye?

Mwari Ane Hanya Nevana Zvechokwadi Here? 16

Mwari achaita sei kuti agumise kudzvinyirirwa kwavo?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

© Mikkel Ostergaard/Panos Pictures