Zviri Mukati
Zviri Mukati
October 8, 2004
Kubata Pamuviri Kwevachiri Kuyaruka—Dambudziko Riri Munyika Yose 3-12
Mamiriyoni evasikana vanosangana nedambudziko rokurera vacheche vari voga. Vanogona kubudirira here? Vaduku vangabatsirwa sei kuti vadzivise chinetso ichi?
4 Kubata Pamuviri Kwevachiri Kuyaruka—Dambudziko Riri Munyika Yose
8 Kutarisana Nezvinetso Zvokuva Amai Uchiri Kuyaruka
11 Kubatsirwa uye Kudzivirirwa Kwevechiduku
19 Kuzvarwa Kwevana Vakawanda Pachishandiswa Zvinobatsira Kubata Pamuviri
22 Zvisarudzo Zviripo, Mibvunzo Yazvinomutsa
Tinofanira Kubata Sei Vakwegura? 16
Munyika dzakawanda zvinonzi vakwegura vari kusiyiwa uye vari kubatwa zvisina kufanira. Bhaibheri rinodzidzisa chii nezvemaonero anofanira kuitwa vakwegura?
Kunwa Zvakanyanyisa Kwakaipirei? 29
Chii chinonzi kunwa zvakanyanyisa? Ingozi dzipi dziripo dzokunwa doro zvisina kufanira zvikurukuru kune vechiduku?