Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

November 8, 2004

Mumakore Okutanga Omwana—Vabereki Vanofanira Kuitei? 3-10

Vabereki vanoda kuti vana vavo vakure kuva vanhu vakuru vanobudirira. Vangaitei kuti vave nechokwadi chokuti izvi zviitike? Inzira ipi yakanakisisa yokuumbiridza zvinokwanisa kuitwa nomwana wako?

3 Kurovedza Vana Vachiri Vaduku Kunokosha Zvakadini?

5 Kukosha Kwokurera Mwana Wako

7 Basa Rako Somubereki

11 Kufutisa Idambudziko Chaizvoizvo Here?

12 Kufutisa Kunokonzerwa Nei?

15 Kufutisa Kunoderedzwa Nei?

18 Kuderedza Kufutisa Kunobatsira Here?

21 Kudzidziswa Kuda Mwari Kubva Ndichiri Muduku

28 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Ndingamuudza Sei Manzwiro Andinoita?

31 Kuverengera Vana Zvakunobatsira

32 Anogona Kunyaradza Vanochema

Kurera Vana Mukuranga kwaMwari 26

Mirayiro yeBhaibheri inogona sei kubatsira vabereki kurovedza vana vavo?