Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!

Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!

Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!

MHUKA NEZVIRIMWA

Katsi Iri Mungozi Yokutsakatika Kupfuura Dzose (Iberian lynx), 8/8

Lavender, 7/8

Mhuka Dzinovaraidza, 3/8

Muti Unorarama Zvinoshamisa (muti unonzi welwitschia), 3/8

NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA

Chido Chokudzidza, 8/8

Doro, 7/8

Kireshi Isina Matoyi, 10/8

Kubudirira Pakati

Pematambudziko, 1/8

Matai, 6/8

Matoyi Akanakisisa, 8/8

Tariro, 5/8

Uwandu Hwevanhu, Bhaibheri, Nguva Yemberi, 5/8

NYAYA DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU

Kubata Pamuviri Kwevachiri Kuyaruka, 10/8

Kuchinja, 4/8

Kutyisa Kwenyukireya, 3/8

Rusaruro, 9/8

Zvidzivirire Pakubiridzirwa, 8/8

NYAYA DZOUPENYU

Chimwe Chinhu Chiri Nani Pane Mukurumbira (C. Sinutko), 9/8

“Jehovha Mandiwana!” (N. Lenz), 10/8

Kudzidziswa Kuda Mwari Kubva

Ndichiri Muduku (A. Melnik), 11/8

NYIKA NEVANHU

Mapopoma (Zambia), 3/8

Namaqualand (South Africa), 2/8

Shanyira Musika Wehove Mukuru Munyika Yose (Japan), 2/8

Vakapukunyuka Mafashamo! Switzerland), 4/8

SAYENZI

Kuyera Nyika Nekamuti, 7/8

Sayenzi Ingabatsira Kuwana Mwari Here? 7/8

UKAMA HWEVANHU

Bata Nguva! 4/8

Kukudziridza Chido Chokudzidza, 8/8

Kusurukirwa, 6/8

Kuverengera Vana, 11/8

Kuyaruka, 7/8

Makore Okutanga Omwana, 11/8

Vanababa Vakanaka, 9/8

Tsvaka Shamwari Chaidzo, 12/8

UPFUMI NEBASA

Kunetswa Kubasa, 5/8

UTANO NOMUSHONGA

AIDS Ichapera Rini? 12/8

Chii Chinonzi Vitiligo? 10/8

Chikwereti Chehope, 2/8

Fivha Inokonzerwa Nouswa, 6/8

Kufutisa, 11/8

Kungwarira Chitarisiko

Pakunozoguma Kwava Kushushikana, 8/8

Kurwisa Zvirwere, 6/8

Kushaya Mbereko, 10/8

Kutenda Kwemhuri, (ulcerative colitis), 5/8

Mwana Wako Paanenge

Achingochema Asinganyarari, 5/8

Nei Tichida Tariro? 5/8

Zvinyamusi, 1/8

Zvirwere Zvepfungwa, 12/8

VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI

Kunwa Zvakanyanyisa Kwakaipirei? 10/8

Kurara Mose Musati Maroorana, 8/8, 9/8

Kutaura Zvepabonde

Parunhare, 3/8

Kuwana Nguva Yokuita Basa

Rechikoro Rinoitirwa Kumba, 2/8

Makirabhu Emadhanzi, 5/8

Ndingaita Sei Kana Ndakundikana? 12/8

Ndingaita Sei Kuti Asandibata Zvakaipa? 7/8

Ndingamuudza Sei Manzwiro Andinoita? 11/8

Nei Mukomana Wangu Achindibata Zvakaipa Kudai? 6/8

Nei Mwari Achirega Tichitambura? 4/8

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Chikonzero Nei Ndisingadi Kuputa! (detembo romumwe musikana), 5/8

Dare rokuEurope Rinotsigira Kodzero Dzavamwe Amai, 12/8

Kutenda Kwemhuri Kunoiswa Pamuedzo, 5/8

Muedzo Wokutenda (Vane

Gumi Nevatanhatu

vokuRichmond), 3/8

“Munhu Wose Anofanira Kuverenga Bhuku Iri” (Mudzidzisi), 12/8

MuSamariya Akanaka Womuzuva Ranhasi, 8/8

Vechiduku Vanotaura, 9/8

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Kufunganya Kunoratidza Kusava Nokutenda Here? 6/8

Kunwisa Kwakaipa Chaizvoizvo Here? 3/8

Kurambana Ndiko Kuzvipedza Here? 9/8

Musoro Weimba, 7/8

Mwari Ane Hanya Nevana Zvechokwadi Here? 8/8

Nei Tichifanira Kuona Kuroorana Sechinhu Chinokudzwa? 5/8

Tinofanira Kubata Sei Vakwegura? 10/8

Unhu Hwako Hunodzorwa Norudzi Rweropa Here? 2/8

Zvibvumirano Zvichaunza Rugare Rwenyika Here? 1/8

Zvinoita Here Kukunda Tsika Dzakaipa?4/8

ZVITENDERO

Mosesi—Munhu Chaiye Here Kana Kuti Wokufungidzira? 4/8

Ziva Mwari Nezita, 2/8