MUKAI! March 2013 | Kuenda Kunze Kwenyika—Uchitsvaka Upenyu Huri Nani
Matambudziko api akasanganikwa nawo nevanhu vakaenda kune dzimwe nyika?
Zvepasi Rino
Gara uchiziva zvinhu zviri kuitika uye zvimwe zvinonakidza munzvimbo dzakasiyana-siyana pasi rose.
MAZANO EKUBATSIRA MHURI
Zvamungaita Kuti Musapopotedzana
Iwe nemumwe wako munogara muchipopotedzana here? Onai kuti mazano eBhaibheri angakubatsirai sei mumba menyu.
NYAYA IRI PAKAVHA
Kuenda Kunze Kwenyika—Uchitsvaka Upenyu Huri Nani
Kuenda kune imwe nyika kunobva kwatoita kuti mhuri yako iwane upenyu huri nani here?
INTERVIEW
Mugadziri Wezvidhori Zvemabhatiri Anotsanangura Kutenda Kwake
Purofesa Massimo Tistarelli vanotaura kuti chii chakaita kuti vasiyane nepfungwa yokuti vanhu vakatanga vari mhuka.
ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?
Muswe weChidhambakura
Chidhambukura ichi chinojamba sei kubva pasi kuenda kumadziro?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?
Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!
Roti Nemhuri Yake—Nyaya Ine Mifananidzo
Tora nyaya iyi paIndaneti, uye ona kuti ungadzidzei pana Roti nemhuri yake.