MUKAI! May 2015 | Tsika Dzakaendepi?

Vabereki vanoda kudzidzisa vana vavo tsika dzakanaka asi hazvisi nyore. Chii chiri kuita kuti zviome kudaro?

NYAYA IRI PAKAVHA

Tsika Dzakaendepi?

Dzidziso dzaipiwa kuma1960 nezvokurera vana ndidzo dzava kuvakanganisa here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvokuita Pakutsiura Vana

Mazano 5 anobatsira pakurera vana zvakanaka.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Ariko Here? Kuzviziva Kune Basa Here?

Zvine basa here kuedza kutsvaka mhinduro yemubvunzo unoonekwa sewakaoma uye usina basa?

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Mhuka

Tinofanira kubata sei mhuka?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kuwirirana Natezvara Naambuya

Mazano 3 okukubatsira kuti dambudziko ringavapo pakati pako nanatezvara risakanganisa imba yako.

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Mashandiro Anoita Ndebvu Dzekatsi

Nei masayendisiti achigadzira michina inoshanda semashandiro endebvu dzekatsi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Chii Chinoitwa paImba yoUmambo?

Ona vhidhiyo iyi uone zvinoitwapo.

Taura Zvakanaka Uye Iti Maita Basa

Kuda anoona kuti kutaura zvakanaka kunobatsira.