Unoda Kunzwisisa Bhaibheri Here?
Kuti urinzwisise hazvirevi kuti unofanira
Kuva munhu akanyanya kudzidza
Kuva munhu ane mari
Kungotenda zvese zvese
Asi chinodiwa
‘Kushandisa pfungwa.’—VaRoma 12:1
Kuzvininipisa
Unogona kudzidza zvimwe zvinhu muBhaibheri zvawanga usingazivi.