Nyaya Dziri Mumagazini Ino: Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here?
Bhaibheri Nderekare Asi Richiri Kushanda
Bhaibheri haringogumiri pakutiudza zvatinofanira kuita pakunamata Mwari. Rine mazano anotibatsira pakurarama kwezuva nezuva pazvinhu zvinotevera:
Utano
Unhu
Kuwirirana mumhuri uye neshamwari
Kushandisa mari zvakanaka
Pakunamata
Bhuku Rabatsira Vakawanda
Kubvira kare, vanhu vakawanda vakabatsirwa neBhaibheri kuti vave neupenyu huri nani. Mazuva ano Bhaibheri rinowanika mumitauro yakawanda. Verenga uone kuti uchenjeri huri muBhaibheri hungakubatsira sei muupenyu hwako.