Kuvengana Kungapedzwa Sei?
Shoko raMwari, Bhaibheri, rine simba rekubatsira vanhu kuchinja kuti vave neunhu hwakanaka. (VaHebheru 4:12) Zvarinodzidzisa zvakabatsira vanhu vakawanda kuti vakurire ruvengo rwavaimbova narwo. Ngatikurukurei zvinhu 4 zvinodzidziswa neBhaibheri zvakabatsira vanhu vakawanda kuti vakurire ruvengo.