Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nyika Yava Pedyo Kuguma Here?

Nyika Yava Pedyo Kuguma Here?

Vanhu vakawanda vane pavaifungidzira kuti nyika ichaguma, asi haisati yaguma! Saka nyika ichaguma zvechokwadi here?

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

  • Nyika ichaguma sei?

  • Ichaguma riini?

  • Unokwanisa kupona here paichaguma?

  • Upenyu huchange hwakaita sei pashure pemugumo?

Zvinotaurwa neBhaibheri zviri mumagazini ino, zvichakushamisa uye zvichakunyaradza.

Zvapupu zvaJehovha zvinoda chaizvo kukubatsira kuti uzive chinangwa chaMwari chaakasikira nyika.