NHARIREYOMURINDI Nhamba 6 2016 | Vanhu Vakaratidzwa Kudenga Vakaonei?
Verenga Bhaibheri unzwe kuti kudenga kwakaita sei.
NYAYA IRI PAKAVHA
Ndivanaani Vanogara Kudenga?
Magwaro anotiudzei nezvaJehovha, Jesu Kristu, uye ngirozi dzakatendeka?
Zvatinodzidza Kushiri
Shiri dzinotiratidza simba rina Mwari uye dzinotibatsirawo kuti tizive kuti chii chinonyanya kukosha muupenyu.
Lefèvre d’Étaples—Aida Kuti Vanhu Vese Vanzwisise Shoko raMwari
Akabudirira sei pasinei nekushorwa?
NYAYA YEUPENYU
Kugamuchira Chokwadi cheBhaibheri Ndisina Maoko
Murume akaremadzwa nemagetsi, asi ava kutenda kuti kune Musiki.
Bhaibheri Rinotii?
Mwari achapindura minyengetero yako here?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Mwari Ndiye Akasika Dhiyabhorosi Here?
Satani akabva kupi? Ona kuti nemhaka yei Jesu akataura kuti Dhiyabhorosi “haana kumira zvakasimba muchokwadi.“