NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA April 2018
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJune 4 kusvika kuJuly 8, 2018.
Tingava Sei Nerusununguko Rwechokwadi?
Vamwe vanhu vanoshuwa kusunungurwa pakudzvinyirirwa, kusarurwa uye urombo, ukuwo vamwe vanorwira kuva nerusununguko rwekutaura kana kusarudza zvavanoda kuita. Zvinoita here kuti pave nerusununguko chairwo?
Shumira Jehovha, Mwari Werusununguko
Mweya waJehovha wakatisunungura sei? Uye tingadzivisa sei kushandisa zvisiri izvo rusununguko rwatakapiwa naMwari?
Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti
Kunenge kuti Timoti aisava nechivimbo paakatanga kushanda nemuapostora Pauro. Vakuru nevashumiri vanoshumira vangadzidzei kubva kuna Timoti?
Kutevedzera Jehovha—Mwari Anokurudzira Vanhu Vake
Vanhu vaJehovha vagara vachida kukurudzirwa.
Kurudziranai “Kunyanya” Iye Zvino
Tichifunga nezvekuti zuva raJehovha raswedera pedyo, tinofanira kuva nehanya nehama dzedu kuitira kuti tidzisimbise pazvinenge zvichidiwa.
Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here?
Vechidiki vangashaya kuti voitei nemhaka yemikana nezvisarudzo zvavanotarisana nazvo. Vangaita sei zvisarudzo zvine chekuita neramangwana ravo nekuchenjera?
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Nei zvisingabvumirwi kuti munhu aise mabhuku eZvapupu zvaJehovha pawebsite yake kana kuti pasocial media?
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Nei mashoko emuShanduro yeNyika Itsva ari pana Pisarema 144 akagadziridzwa?