NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA April 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJune 3-30, 2019.

Uri Kuita Ushumiri Hwako Zvizere Here?

Tingaitei kuti tibudirire uye tiwane makomborero muushumiri hwedu?

Tevedzera Jesu Urambe Uine Rugare

Zvinhu zvitatu zvakaitwa naJesu zvinogona kutibatsira kuti tirambe tiine rugare kunyange paya patinenge tichitsungirira miedzo yakakura.

Tsigira Chokwadi Pamusoro Perufu

Tingaita sei kuti tisabatanidzwe patsika dzinopesana neBhaibheri dzine chekuita nerufu?

Bvuma Kubatsirwa naJehovha Ukunde Satani Nemadhimoni

Matanho api atingatora kuti tisatsauswa naSatani nemadhimoni?

NYAYA YEUPENYU

Takawana ‘Parera Rinokosha Chaizvo’

Verenga nyaya yeupenyu hunogutsa hwaWinston naPamela Payne vekuAustralia.

Waizviziva Here?

Kare zvaifamba sei kuti munhu aite rwendo nengarava?