NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA April 2020

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJune 1–July 5, 2020.

Kurwisa Kunobva Kuchamhembe!

Nyaya yekudzidza 14: June 1-7, 2020. Ndezvipi zvikonzero zvina zvaita kuti tigadzirise manzwisisiro atinoita zvitsauko 1 ne2 zvaJoeri?

Unoona Sei Vanhu Vari Mundima Yenyu?

Nyaya yekudzidza 15: June 8-14, 2020. Ona kuti tingatevedzera sei Jesu uye muapostora Pauro patinofunga zvinotendwa nevanhu vatinoonana navo, zvavanofarira uye zviratidzo zvekuti vangangova vadzidzi.

Tevedzera Jehovha Pamabatiro Aunoita Hama Nehanzvadzi

Nyaya yekudzidza 16: June 15-21, 2020. Jehovha akabatsira Jona, Eriya, Hagari, uye Roti. Ona kuti tingatevedzera sei Jehovha pamabatiro atinoita vamwe.

“Ndava Kukutii Shamwari”

Nyaya yekudzidza 17: June 22-28, 2020. Pane zvinhu zvinoita kuti tiomerwe nekuva shamwari dzepedyo dzaJesu. Asi tinogona kukurira zvinhu izvozvo.

“Mhanya Kusvika Kumagumo”

Nyaya yekudzidza 18: June 29–July 5, 2020. Tese zvedu tingahwina sei nhangemutange yeupenyu pasinei nematambudziko ekukwegura kana kuti nekuva nechirwere chinopedza simba?