NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA August 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaOctober 1-28, 2018.

Une Chokwadi Nenyaya Yacho Here?

Ndeapi mazano matatu eBhaibheri anogona kukubatsira kuongorora mashoko?

Usatonga Nezvinooneka Kunze

Ona zvinhu zvitatu zvinoonekwa nemaziso zvatisingafaniri kutonga nazvo vamwe.

NYAYA YEUPENYU

Ndakatsunga Kusashayisa Maoko Angu Simba

Inzwa zvinofadza zvakaitika kuna Maxim Danyleyko mumakore 68 aashumira semumishinari.

Vanhu Vane Rupo Vanofara

Kuva nerupo kunoita sei kuti tifare?

Shanda naJehovha Zuva Nezuva

Tinogona kuva vashandi pamwe chete naJehovha munzira dzipi shanu?

Mwoyo Murefu—Kutsungirira Kune Chinangwa

Dzidza zvinorehwa nemwoyo murefu, zvaungaita kuti uve nawo, uye kuti kuva nawo kunokubatsira sei.

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

Kudyarwa Kwembeu Dzekutanga dzeUmambo muPortugal

Vaparidzi veumambo vekutanga muPortugal vakakurira matambudziko api?