Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2017
Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho
BHAIBHERI
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
DZIMWEWO NYAYA
“Akanga Anyatsofadza Mwari” (Inoki), Nha. 1
Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa? Nha. 4
Bhii Diki rechiHebheru, Nha. 4
Chii Chinonzi Amagedhoni? Nha. 6
Chipo Chikuru Kupfuura Zvese, Nha. 6
Gayo Akabatsira Sei Hama Dzake? May
Hama Yako Painobatwa Nechirwere Chisingarapiki, Nha. 4
Itsika Ipi Yaiitwa nevaJudha Yakaita Kuti Jesu Ashore Nyaya Yekuita Mhiko? Oct.
Josefa wekuArimatiya, Oct.
“Kuchenjera Kwako Ngakukomborerwe” (Abhigairi), June
Kusunungurwa Pauranda, Nha. 2
Kutambura, Nha. 1
Kuzvidya Mwoyo, Nha. 4
Moto waitakurwa sei kare kare? Jan.
Mwari Akamuti “Mwanasikana Wamambo” (Sara), Nha. 5
Ngirozi Dziriko Here? Nha. 5
Panyika pachazombova nerugare here? Nha. 5
Paradhiso Yepanyika Ichavako Here Kana Kuti Kurota? Nha. 4
Tiri kurarama “mumazuva okupedzisira” here? Nha. 2
‘Uri Mukadzi Akanaka Chaizvo’ (Sara), Nha. 3
Usangotarisa Zvakaita Munhu Nechekunze, June
Vanhu Vachazombobatwa Zvakaenzana Here? Nha. 3
Vanhu Vaitengesa Mhuka Mutemberi Vaiva “Makororo” Here? June
Vatasvi 4 Vemabhiza, Nha. 3
Zano raPauro Rekuti Ngarava Imbomira Kufamba (Mab 27), Nha. 5
Zita remuBhaibheri Pachirongo Chekare, Mar.
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Jehovha “haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira” (1VaK 10:13), Feb.
MuKristu angagara nepfuti kuti azvidzivirire kubva kune vanhu? July
Mutsara wedzinza raizouya naMesiya waitevera kodzero yeudangwe here? Dec.
Nei nhoroondo yeupenyu hwaJesu achiri mudiki yakanyorwa naMateu yakasiyana neyakanyorwa naRuka? Aug.
VaKristu vakaroorana vangaona IUD seinowirirana neMagwaro here? Dec.
NYAYA DZEKUDZIDZA
“Chemai Nevanhu Vanochema,” July
Chii Chichabviswa Pachauya Umambo hwaMwari? Apr.
Chinangwa chaJehovha Chichazadzika, Feb.
Chokwadi Hachiunzi “Rugare, Asi Bakatwa,” Oct.
‘Dananai Nemabasa Nechokwadi,’ Oct.
Imba Nemufaro! Nov.
Ipa Rukudzo Kune Vakakodzerwa Narwo, Mar.
Isa Mwoyo Wako Papfuma Yekunamata, June
Iva Munhu Anozvidzora, Sept.
Jehovha Anotinyaradza Pakutambudzika Kwedu Kwose, June
Jehovha Anotungamirira Vanhu Vake, Feb.
Koshesa Chipo Cherusununguko Rwekusarudza, Jan.
Kubatsira ‘Vatorwa’ Kuti ‘Vashumire Jehovha Vachifara,’ May
Kubatsira Vana ‘Vevatorwa,’ May
Kutsvaga Pfuma Yechokwadi, July
Kuzvipira Kwako Ngakuite Kuti Jehovha Arumbidzwe! Apr.
“Mutongi Wenyika Yose” Anogara Achiita Zvakarurama, Apr.
Mwoyo Wako Uchabatsirwa Nezvinhu Zvakanyorwa Here? Mar.
Ndiani Ari Kutungamirira Vanhu vaMwari Mazuva Ano? Feb.
“Ndine Tariro Kuna Mwari,” Dec.
“Ndinoziva Kuti Achamuka,” Dec.
Nei Kuva Nemwero Kuchiri Kukosha? Jan.
Nei Uchifanira ‘Kurumbidza Jah’? July
‘Ngaaite Kuti Urongwa Hwako Hwose Hubudirire,’ July
Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro, Nov.
Ngoro Nekorona Zvinokuchengetedza, Oct.
Ramba Mafungiro Enyika, Nov.
Ramba Wakaisa Pfungwa Dzako Panyaya Inokosha, June
Ratidza Kutenda Ita Zvisarudzo Nekuchenjera, Mar.
“Ripa Zvaunopika,” Apr.
Rudzikinuro Chipo Chakakwana Chinobva Kuna Baba, Feb.
“Rugare rwaMwari Runopfuura Kufunga Kwose,” Aug.
“Shinga . . . Uzviite,” Sept.
“Shoko raMwari . . . Rine Simba” Sept.
“Shoko raMwari Wedu Richagara Nokusingagumi,” Sept.
Shumira Jehovha Nemwoyo Wakakwana! Mar.
Tevedzera Kururamisira Uye Ngoni dzaJehovha, Nov.
Tevedzera Tsitsi dzaJehovha, Sept.
Tinopfeka Sei Unhu Hutsva Torega Kuhupfekenura? Aug.
Tinopfekenura Sei Unhu Hwekare Torega Kuhupfekazve? Aug.
Tsigira Uchangamire hwaJehovha! June
Une Chido Chekumirira Nemwoyo Murefu Here? Aug.
Unogona Kuramba Uine Mwero Paunoedzwa, Jan.
“Unondida Here Kupfuura Idzi?” May
Unoona Kururamisira Sezvakunoitwa naJehovha Here? Apr.
Uri Kupotera Kuna Jehovha Here? Nov.
Usarega Rudo Rwako Ruchitonhora, May
Vabereki—Batsirai Vana Venyu Kuti Vave ‘Vakachenjera Kuti Vawane Ruponeso,’ Dec.
Vechidiki—“Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu,” Dec.
“Vimba naJehovha Uite Zvakanaka,” Jan.
Zvakaratidzwa Zekariya Zvinokubatsira Sei? Oct.
‘Zvinhu Izvi Zvipe Varume Vakatendeka,’ Jan.
NYAYA DZEUPENYU
Kuita Zvaunoudzwa naJehovha Kunounza Makomborero (O. Matthews), Oct.
Kusiya Zvimwe Zvinhu Kuti Nditevere Tenzi (F. Fajardo), Dec.
Kutsungirira Matambudziko Kunounza Makomborero (P. Sivulsky), Aug.
Kuva Matsi Hakuna Kunditadzisa Kudzidzisa Vamwe (W. Markin), May
Ndakabatsirwa Nekufamba Nevanhu Vakachenjera (W. Samuelson), Mar.
Ndakatsunga Kuramba Ndiri Musoja waKristu (D. Psarras), Apr.
Ndine Chikomborero Chekushanda Nevarume Vakasimba Pakunamata (D. Sinclair), Sept.
Takaona Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari Munzira Dzakawanda (D. Guest), Feb.
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Bhaibheri Rinoti vaKristu Vanofanira Kupikira Here? Nha. 2
Gadzirisa Kusanzwisisana Woita Kuti Pave Nerugare, June
Kubudirira Pakurwira Pfungwa Dzako, July
MuKristu Anofanira Kupemberera Krisimasi Here? Nha. 6
Rudo Runokosha, Aug.
Ushamwari Pahunenge Hwava Kuparara, Mar.
Zvakanakira Kupa, Nha. 2
Zvaungaita Kana Wakanganisa, Nha. 6
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
“Hapana Nzira Isingafambiki Kana Yakarebesa” (Australia), Feb.
Kujairana neUngano Yaunenge Watamira, Nov.
Kuratidzwa Kwemutsa Kamwe Chete, Oct.
Mufaro Unobva Pakurarama Nezvishoma, May
‘Munhu Ane Rupo Achakomborerwa’ (zvipo), Nov.
“Tichava Nerimwe Gungano Riini?” (Mexico), Aug.
“Tichishingaira Uye Tiine Rudo Mumwoyo Medu Kupfuura Kare” (gungano ra1922), May
Vakazvipa kuTurkey, July
Vakazvipa Nemwoyo Unoda (hanzvadzi dzisina kuroorwa), Jan.