NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2019

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi waFebruary 3–March 1, 2020.

Pane Nguva Yekushanda Neyekuzorora

Nyaya ino inotaura nezveSabata raichengetwa nevaIsraeri vhiki rega rega kuti rinotibatsira sei kuti tive nemaonero akanaka panyaya yekushanda uye kuzorora

Jehovha Anoita Kuti Uve Nerusununguko

Jubheri rekare rinotiyeuchidza urongwa hwatakaitirwa naJehovha hwekutisunungura.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Mutemo waiti kana murume akabata chibharo musikana akavimbiswa kuroorwa ari “kusango,” oridza mhere, musikana aizonzi haana mhosva asi murume ane mhosva. Sei?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Satani paakaudza Evha kuti aisazofa kana akadya muchero wekuziva zvakanaka nezvakaipa, aimuudza here pfungwa yakazara munyika yekuti munhu ane mweya usingafi?

Unonyatsoziva Jehovha Here?

Zvinorevei kuziva Jehovha, uye tinodzidzei pana Mozisi uye Mambo Dhavhidhi nezvekuva neushamwari hwakasimba naye?

Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha

Vabereki vangadzidzisa sei vana vavo kuti vade Jehovha uye vamushumire?

“Tendai Zvese Zvamunoitirwa”

Kuva vanhu vanoonga kunotibatsira munzira dzakawanda.

Unoyeuka Here?

Wakanakidzwa nekuverenga magazini eNharireyomurindi achangobva kubuda here? Ona zvauchiri kuyeuka.

Indekisi yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2019

Indekisi yenyaya dzese dzakabudiswa mumagazini eNharireyomurindi neMukai muna 2019.