Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2019

Indekisi yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2019

Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho

NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA

BHAIBHERI

  • Gwaro Rekare-kare Rinovhurwa, June

DZIMWEWO NYAYA

  • Basa Revatariri Munguva Inotaurwa muBhaibheri, Nov.

  • Kuita Rwendo Nengarava Kare, Apr.

  • Masinagogi Akatanga Sei?, Feb.

  • Tisabatwa Nemusungo waSatani (zvinonyadzisira), June

JEHOVHA

  • Anozvikoshesa Paunoti “Ameni,” Mar.

  • Mitongo yaMwari Oct.

JESU KRISTU

  • Akafira Ini Pachangu Here? July

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

  • Dzidziso yekuti munhu ane mweya usingafi yakatangira muEdheni here? (Ge 3:4), Dec.

  • Nei musikana aibatwa chibharo “kusango” ainzi haana mhosva ipo pasina zvapupu zviviri? (Dhe 22:25-27), Dec.

NYAYA DZEKUDZIDZA

  • Batsira Vamwe Pavanenge Vachishungurudzika, June

  • Bvuma Kubatsirwa naJehovha Ukunde Satani Nemadhimoni, Apr.

  • ‘Chenjerai Kuti Pasava Nemunhu Anokutorai Senhapwa’! June

  • Chii Chinonditadzisa Kubhabhatidzwa? Mar.

  • Chiitiko Chinotidzidzisa nezvaMambo Wekudenga, Jan.

  • “Endai Munoita . . . Vadzidzi,” July

  • Gadzirira Iye Zvino Kuzotambudzwa, July

  • “Hatidzokeri Shure”! Aug.

  • Iva Nehanya Nekuti Vamwe Vanonzwa Sei, Mar.

  • Iva Nehanya Nevanhu Muushumiri, Mar.

  • Ivai Neushamwari Hwakasimba Mugumo Usati Wasvika, Nov.

  • Jehovha Achaita Kuti Uve Chii? Oct.

  • Jehovha Anoita Kuti Uve Nerusununguko, Dec.

  • Jehovha Anokoshesa Vashumiri Vake Vanozvininipisa, Sept.

  • Kunyaradza Vakashungurudzwa, May

  • Kupinda Kwatinoita Misangano Kunoratidzei Nezvedu? Jan.

  • Mweya Mutsvene Unotibatsira Sei? Nov.

  • “Ndakaona Boka Guru Revanhu” Sept.

  • Nei Tichifanira Kuratidza Kuti Tinoonga? Feb.

  • Nei Tichizviisa Pasi paJehovha Uye Tinozviita Sei? Sept.

  • ‘Pane Nguva’ Yekushanda Neyekuzorora, Dec.

  • Paradza Kufunga Kwese Kunopesana Nekuziva Mwari! June

  • ‘Pedzisa Zvawakatanga,’ Nov.

  • Ramba Uchinamata Jehovha Basa Redu Parinorambidzwa, July

  • Ramba Uchishingaira “Mazuva Ekupedzisira” Zvaava Kupera, Oct.

  • Ramba Wakaperera Kuna Mwari! Feb.

  • Ramba Wakatendeka ‘Pakutambudzika Kukuru,’ Oct.

  • Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Munyika Ine Uipi, May

  • Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Muungano yechiKristu, May

  • Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Panguva yevaIsraeri, Feb.

  • Rudo Rwenyu Ngaruwedzere, Aug.

  • Rumbidza Jehovha Muungano, Jan.

  • Teerera Inzwi raJehovha, Mar.

  • Tevedzera Jesu Urambe Uine Rugare, Apr.

  • Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro Sept.

  • Tsigira Chokwadi Pamusoro Perufu, Apr.

  • Tsvaga Unyoro Ufadze Jehovha, Feb.

  • Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako? Jan.

  • Unonyatsoziva Jehovha Here? Dec.

  • Uri Kuchengetedza ‘Nhoo Yako Huru Yekutenda’ Here? Nov.

  • Uri Kuita Ushumiri Hwako Zvizere Here? Apr.

  • ‘Usanetseka, Nekuti Ndiri Mwari Wako’ Jan.

  • Usanyengerwa ‘Neuchenjeri Hwenyika Ino’ May

  • “Uyai Kwandiri, . . . Uye Ini Ndichakuzorodzai,” Sept.

  • Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha, Dec.

  • Vandudza Madzidziro Ako! May

  • “Vaya Vanokuteerera” Vachaponeswa, Aug.

  • Vimba naJehovha Paunenge Uchishungurudzika, June

  • Zvatingaita Kuti Tibatsire Vanhu Vasingaiti Zvechitendero, July

  • Zvaungaita Kuti Ujairane Nebasa Rako Idzva, Aug.

  • Zvidzidzo Zvatinowana Mubhuku raRevhitiko, Nov.

  • Zvipire Zvakazara Kuna Jehovha, Oct.

NYAYA DZEUPENYU

  • Jehovha Akandikomborera Kupfuura Zvandaitarisira (M. Tonak), July

  • Nhaka Inokosha yechiKristu Yakaita Kuti Ndibudirire (W. Mills), Feb.

  • Takawana ‘Parera Rinokosha Chaizvo’ (W. naP. Payne), Apr.

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • Kutenda—Kunoita Kuti Tive Nesimba, Aug.

  • Muenzaniso Unotibatsira Kuramba Tichifara (Johani Mubhabhatidzi), Aug.

  • Runako—Ungava Sei Narwo?, Mar.

  • “Tendai Zvese Zvamunoitirwa,” Dec.

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • 1919—Makore 100 Apfuura, Oct.

  • Nhengo Itsva yeDare Rinotungamirira (K. Cook, Jr.), Jan.

NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI

MUKAI!

  • Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here? Nha. 3

  • Tichazomborarama Tisina Chekutya Here? Nha. 1

  • Zvinhu 6 Zvinofanira Kudzidziswa Vana, Nha. 2