NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA December 2020
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaFebruary 1-28, 2021.
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Mashoko emuapostora Pauro ari pana 1 VaKorinde 15:29 anoreva here kuti vamwe vaKristu vepanguva yake vaibhabhatidzirwa vanhu vakafa?
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Zvirevo 24:16 inoti: “Munhu akarurama angawa kanomwe, asi achasimuka zvakare.” Vhesi iyi iri kutaura here nezvemunhu anoramba achidzokorora kuita chivi asi achiregererwa naMwari?