Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yenyaya Dzenharireyomurindi Nemukai! Dza2022

Indekisi Yenyaya Dzenharireyomurindi Nemukai! Dza2022

Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho

NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

  • Bhaibheri rinotii nezvekuita mhiko? Apr.

  • Dhavhidhi aiwedzeredza here paakanyora kuti aizorumbidza zita raMwari “nekusingaperi” (Pis 61:8), Dec.

  • Jesu airevei paakati: “Musafunga kuti ndakauya kuzounza rugare”? (Mt 10:34, 35), July

  • Maonerwo anoitwa wanano yekare uye itsva, kana munhu asina kusununguka maererano neMagwaro Apr.

  • Muapostora Pauro airevei paakataura kuti “akaberekwa nguva isati yakwana”? (1VaK 15:8), Sept.

  • Ndivanaani vachamutsirwa panyika, uye vachamutsirwei? Sept.

  • Nei Dhavhidhi “akanzwira tsitsi Mefibhosheti” asi tozonzwa kuti akabvumira kuti aurayiwe? (2Sa 21:7-9), Mar.

NYAYA DZEKUDZIDZA

  • Batsira Vamwe Kuti Vatsungirire Panguva Dzakaoma, Dec.

  • Bhuku raZvakazarurwa Ringakubatsira Sei Mazuva Ano? May

  • Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari? May

  • Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako? May

  • Ita Kuti Tariro Yako Irambe Yakasimba, Oct.

  • Iva Nerugare Paunosangana Nedambudziko, Dec.

  • Jehovha Anochengetedza Vanhu Vake, Aug.

  • Jehovha Anokanganwira Zvikuru, June

  • Jehovha Anokomborera Vaya Vanoregerera Vamwe, June

  • Koshesa Ropafadzo Yauinayo Yekunyengetera, July

  • Kubatsirwa Kwatinoitwa naJehovha Kuti Tiite Ushumiri Hwedu, Nov.

  • Kubatsirwa Kwatinoitwa naJehovha Kuti Titsungirire Tichifara, Nov.

  • “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama,” Sept.

  • Kunamata Kwechokwadi Kuchaita Kuti Uwedzere Kufara, Mar.

  • Mazano Ako ‘Anofadza Mwoyo’ Here? Feb.

  • Nei Tichipinda Chirangaridzo? Jan.

  • Ngwarira Panoedzwa Kuvimbika Kwako, Nov.

  • Pane Uprofita Hwekare Hunokosha Kwauri, July

  • Ramba Uchipfeka “Unhu Hutsva” Paunenge Wabhabhatidzwa, Mar.

  • Rambai “Muchivakana,” Aug.

  • ‘Rambai Muchifamba Muchokwadi,’ Aug.

  • Ratidza Kuti Uri Munhu Anogona Kuvimbwa Naye, Sept.

  • Rudo Runotibatsira Sei Kuti Tisatya? June

  • ‘Shandisa Nguva Yako Nekuchenjera,’ Jan.

  • “Tarisira Kuna Jehovha,” June

  • ‘Teerera Mashoko Evakachenjera,’ Feb.

  • Tevedzera Jesu Nekushumira Vamwe, Feb.

  • Tinogona Kurarama Nekusingaperi, Dec.

  • Tsigira Mutariri Wedu Jesu, July

  • “Uchava Neni muParadhiso,” Dec.

  • Uchenjeri Hwechokwadi Huri Kushevedzera, Oct.

  • Uchenjeri Hwekutitungamirira Muupenyu, May

  • Umambo hwaMwari Huri Kutonga! July

  • Unogona ‘Kupfekenura Unhu Hwekare,’ Mar.

  • Unogona Kuvimba Nehama Dzako, Sept.

  • Unogona Kuwana Mufaro Wechokwadi, Oct.

  • Unoona Zvakaonekwa naZekariya Here? Mar.

  • Unovimba Kuti Jehovha Anogara Achiita Zvakarurama Here? Feb.

  • Uri “Muenzaniso . . . Pakutaura” Here? Apr.

  • Usarega Chimwe Chinhu Chichikuparadzanisa naJehovha, Nov.

  • Vabereki—Batsirai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha, May

  • Vakuru—Rambai Muchitevedzera Muapostora Pauro, Mar.

  • Vanaamai—Dzidzai Pamuenzaniso waYunisi, Apr.

  • Vanhu vaJehovha Vanoda Kururama, Aug.

  • Vanofara Vaya Vanoramba Vakaperera Kuna Jehovha, Oct.

  • “Vaya Vanotsvaga Jehovha Havana Chakanaka Chavachashaya,” Jan.

  • Vechidiki—Rambai Muchifambira Mberi Pashure Pekubhabhatidzwa, Aug.

  • Wana Mufaro Unobva Pakupa Jehovha Zvakanakisisa Zvaunokwanisa, Apr.

  • Zita Rako Riri “Mubhuku Reupenyu” Here? Sept.

  • Zvatinodzidza Pamisodzi yaJesu, Jan.

  • Zvaungaita Kuti Uve Nezvinangwa Zvekunamata Uye Uzvizadzise, Apr.

  • Zvaunodzidza Pamunin’ina waJesu, Jan.

NYAYA DZEUPENYU

  • “Ndaida Kushandira Jehovha” (D. van Marl), Nov.

  • Ndakabvumira Jehovha Kuti Anditungamirire Muupenyu Hwangu (K. Eaton), July

  • Ndakawana Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Kuva Chiremba (R. Ruhlmann), Feb.

  • Ndinonakidzwa Nekudzidza Uye Kudzidzisa nezvaJehovha (L. Weaver, Jr.), Sept.

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • Kutsungirira Paunenge Uchizvidya Mwoyo, Apr.

  • Mabhisikiti Embwa (kuparidza nechingoro), Apr.

  • VaIsraeri Vairwa Hondo—Nei Isu Tisingarwi? Oct.

  • Wagadzirira Here ‘Kugara Nhaka Yenyika’? Dec.

  • Zvaunoita Ngazvitungamirirwe ‘Nemutemo Wemutsa,’ June

WAIZVIZIVA HERE?

  • Kubvumirwa kwezvibayiro zvenjiva kana kuti hangaiwa kwaibatsirei? Feb.

  • Modhekai aivako here? Nov.

  • Nei vaIsraeri vaibhadhara roora? Feb.

  • Vanhu vepanguva inotaurwa muBhaibheri vaiziva sei paitanga gore uye mwedzi? June

  • VaRoma vaibvumira here kuti munhu wavainge vauraya padanda avigwe zvakanaka? June

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • 1922—Makore 100 Apfuura, Oct.

NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI

  • Kuvengana Kungapedzwa Sei? Nha. 1

MUKAI!

  • Nyika Yazara Nematambudziko—Zvaungaita Kuti Uzvichengetedze, Nha. 1