Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2023
Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho
NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Nei murume ainzi “Nhingi” akataura kuti kuroora Rute ‘kwaizoparadza’ nhaka yake? (Rute 4:1, 6), Mar.
Nyaya inoti “Zita Renyu Ngaritsveneswe” iri muNharireyomurindi yaJune 2020 yakajekesa sei zvatinotenda panyaya ine chekuita nezita raJehovha uye uchangamire hwake? Aug.
Pashure pekunge Jesu azvarwa, nei Josefa naMariya vakaramba vari muBhetrehema pane kuti vadzokere kumba kwavo kuNazareta? June
VaIsraeri vane zvimwe zvavaidya here murenje kunze kwemana nezvihuta? Oct.
NYAYA DZEKUDZIDZA
Bhaibheri Rinotidzidzisei nezveMunyori Waro?, Feb.
Dzidza Pamuenzaniso waDhanieri, Aug.
Dzidza Pauprofita hweBhaibheri, Aug.
Dzidza Zvakawanda nezvaJehovha Kubva Pazvinhu Zvaakasika, Mar.
Dzidza Zvakawanda Pakuverenga Kwaunoita Bhaibheri, Feb.
Hama Dzechidiki—Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha, Dec.
Hanzvadzi Dzechidiki—Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha, Dec.
“Hanzvadzi Yako Ichamuka”!Apr.
Itai Kuti “Rimi Remoto raJah” Rirambe Richibvira, May
“Ivai Vakasimba, Vasingazununguki, July
Jehovha “Achakusimbisa” Sei? Oct.
Jehovha Achakubatsira Pamatambudziko Anoerekana Aitika, Apr.
Jehovha Achapindura Minyengetero Yangu Here? Nov.
Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso, Nov.
Jehovha Anokomborera Zvatinoita Kuti Tipinde Chirangaridzo, Jan.
Jehovha Anopindura Sei Minyengetero Yedu? May
Jehovha Ari Kukubatsira Kuti Ubudirire, Jan.
Koshesa Chipo chaMwari Cheupenyu, Feb.
Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya, Oct.
Kurudziranai Pamisangano Yeungano, Apr.
Kutenda Nemabasa Zvinoita Kuti Tive Vakarurama, Dec.
Kuva Munyoro Ngakuve Simba Rako, Sept.
Kuvandudza Minyengetero Yedu, May
Nei Tichifanira Kutya Jehovha? June
Nei Uchifanira Kubhabhatidzwa? Mar.
“Ngwarirai Uye Chenjererai,” Feb.
Nyatsogutsikana Kuti ‘Shoko raMwari Ichokwadi,’ Jan.
Nzwisisa Zvakazara Shoko raMwari, Oct.
“Pfungwa Dzenyu Ngadzishandurwe, Kuti Muve Vatsva,” Jan.
Ramba Uchibatsirwa Nekutya Mwari, June
Ramba Uchifamba ‘muNzira yeUtsvene,’ May
Ramba Uchiwedzera Kuda Jehovha Uye Vamwe, July
Ramba Uine Mwoyo Murefu, Aug.
Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha, June
“Rudo Runa Kristu Runotimanikidza,” Jan.
Shandisai Zvinhu Zvakasikwa Kuti Mudzidzise Vana Venyu nezvaJehovha, Mar.
Takura Zvaunofanira Kutakura, Uye Bvisa Zvimwe Zvese, Aug.
Tariro Yako Yeramangwana Ichazadzika, Dec.
Tevedzera Jehovha—Iva Munhu Anonzwisisa, July
Tingasimbisa Sei Kutenda Kwedu Muvimbiso yaJehovha Yenyika Itsva? Apr.
Tinodzidzei Pazvishamiso zvaJesu? Apr.
“Unoda Kuteerera” Here? Oct.
Unogona Kuramba Uchishumira Jehovha Sezvakaita Petro, Sept.
Unogona Kuramba Uchivimba Kuti Jehovha Achakubatsira Munguva Dzakaoma, Nov.
Unogona Kuzadzisa Zvinangwa Zvako Pakushumira Jehovha, May
Vakuru—Dzidzai Pamuenzaniso waGidhiyoni, June
Vechidiki—Muchava Neupenyu Hwakaita Sei? Sept.
“Vese Vachaziva Kuti Muri Vadzidzi Vangu Neizvi,” Mar.
Vimba naJehovha, Sezvakaita Samsoni, Sept.
Wagadzirira Kutambudzika Kukuru Here? July
Zvatingaita Kuti Kudanana Kwedu Kurambe Kwakasimba, Nov.
Zvaungaita Kuti Ugadzirire Kubhabhatidzwa, Mar.
Zvidzidzo Zvatinowana Mutsamba Mbiri dzaPetro, Sept.
NYAYA DZEUPENYU
Kuva Nehanya Nevamwe Kunounza Makomborero Asingaperi (R. Reid), July
Kuvimba naJehovha Kunoita Kuti Ndisava Nechandinotya (I. Itajobi), Nov.
Kuwana Mufaro Uye Zvidzidzo Pakushumira Jehovha (R. Kesk), June
Ndakaona Vanhu Vakatendeka Vachibudirira (R. Landis), Feb.
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Tungamirirwa Nemaonero aMwari Panyaya Yedoro, Dec.
Ungaitei Kana Wawakaroorana Naye Achiona Zvinonyadzisira? Aug.
Vakaona Rudo Rwakaratidzwa Neungano, Feb.
WAIZVIZIVA HERE?
Zvidhinha zvakawanikwa mumatongo eBhabhironi uye nzira dzaishandiswa pakugadzira zvidhinha zvacho zvinoratidza sei kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi? July
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
1923—Makore 100 Apfuura, Oct.
Hulda Akazadzisa Chinangwa Chake, Nov.
Kunzwira Vanhu Vese Tsitsi, Dec.
Zvaungaita Pakudzidza
Dzidza Zvakawanda nezvaJehovha (Watch Tower Publications Index kana Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza), Aug.
Dzidzira Kubata Nemusoro “Nziyo Dzemweya” (jw.org), Nov.
Kushandisa Zvakanaka Chikamu Chakanzi “What’s New” (JW Library® uye jw.org), Mar.
Kuwana Nyaya Dzinenge Dzichishambadzwa (jw.org), Feb.
Mabasa Ekuita Evana (jw.org), Sept.
Mabhuku Ekushandisa Pakutsvakurudza Ari paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower, May
Ndezvipi Zvaunofanira Kutanga Kudzidza?, July
Nyaya Dzisiri Dzekudzidza Dziri muNharireyomurindi (JW Library®), June
Unofarira kuverenga nyaya dzeupenyu dzehama nehanzvadzi dzedu here?, Jan.
Uri kubatsirwa here netsanangudzo dzemavhesi eBhaibheri dzinowanikwa muBhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza? Apr.
Zvaungaita Kuti Ufambirane Nekugadziridzwa Kwemanzwisisiro Atinoita (Watch Tower Publications Index kana Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza), Oct.
NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI
Kubatsirwa neBhaibheri—Pazvirwere Zvepfungwa, Nha. 1
MUKAI!
Vanhu Vachaparadza Nyika Here? Nha. 1