NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2024

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaFebruary 3–​March 2, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 48

Chishamiso Chekupa Vanhu Chingwa

Ichadzidzwa muvhiki raFebruary 3-⁠9, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 49

Unofanira Kuitei Kuti Urarame Nekusingaperi?

Ichadzidzwa muvhiki raFebruary 10-​16, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 50

Vabereki​—⁠Batsirai Mwana Wenyu Kuti Asimbise Kutenda Kwake

Ichadzidzwa muvhiki raFebruary 17-​23, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 51

Misodzi Yako Inokosha Kuna Jehovha

Ichadzidzwa muvhiki raFebruary 24–​March 2, 2025.

NYAYA YEUPENYU

Ndiri Kungoramba Ndichidzidza

Joel Adams anotaura zvakamubatsira kuti arambe achitsungirira achifara mubasa raJehovha kwemakore anopfuura 80.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

“Ngirozi dzakasarudzwa” dzinotaurwa pana 1 Timoti 5:​21 ndedzipi?

Unoyeuka Here?

Wakanakidzwa here nekuverenga magazini eNharireyomurindi dzichangobuda? Ona kuti ndezvipi zvauchiri kuyeuka.

Vanhu Vakatendeka Vanozadzisa Mhiko Dzavo

Tinodzidzei panyaya yaJefta nemwanasikana wake?