NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA February 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaApril 2 kusvika 29, 2018.

Tevedzera Kutenda Uye Kuteerera kwaNoa, Dhanieri naJobho

Varume ava vakatendeka vakasangana nematambudziko atinosanganawo nawo. Chii chakavabatsira kuti varambe vakaperera kuna Mwari?

Unoziva Jehovha Here Sezvaiitwa naNoa, Dhanieri, Uye Jobho?

Varume ava vakasvika sei pakuziva Wemasimbaose? Zivo iyoyo yakavabatsira sei? Tingava sei nekutenda sekwavo?

NYAYA YEUPENYU

Zvinhu Zvese Zvinobvira Kuna Jehovha

Mashoko mashomanana akanzwika mubhazi akachinja upenyu hwemumwe murume nemudzimai wake.

Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari?

Bhaibheri rinotsanangura zvakaita ‘munhu ane mafungiro aMwari’ uye zvinomusiyanisa ‘nemunhu wenyama.’

Fambira Mberi Semunhu Ane Mafungiro aMwari!

Kuva nezivo yeBhaibheri handiko kwega kunoita kuti tive neushamwari hwakasimba naMwari. Chii chimwe chinodiwa?

Mufaro Unobva Kuna Mwari

Kana ukaona kuti matambudziko aunosangana nawo zuva nezuva ari kukushayisa mufaro, ungaita sei kuti uvezve nawo?

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

Hurukuro Dzavose Dzakaparadzira Mashoko Akanaka muIreland

Chii chakaita kuti C. T. Russell ave nechokwadi chekuti munda iwoyo wakanga ‘wakamirira kukohwewa’?