Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nyaya Dziri paJW.ORG

Nyaya Dziri paJW.ORG

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Eriya​—Akatsungirira Kusvikira Pamugumo

Muenzaniso waEriya wekutenda uye kutsungirira unotibatsira kuti tisimbise kutenda kwedu pazvinenge zvakaoma.

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > KUTENDA MUNA MWARI.)

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaiva Nehasha Dzisingaiti

Munhu aimbova muchikwata chematsotsi akanyatsoona kuti Bhaibheri rine simba nekuti rakachinja upenyu hwake. Iye zvino ava neushamwari hwepedyo naMwari.

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > RUGARE UYE MUFARO.)