NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA February 2024
Magazini ini ine nyaya dzekudzidza dzaApril 8–May 5, 2024.
NYAYA YEKUDZIDZA 8
Ramba Uchibvuma Kutungamirirwa naJehovha
Ichadzidzwa muvhiki raApril 29–May 5, 2024.
Wana Mufaro Paunenge Uchimirira Jehovha Nemwoyo Murefu
Vanhu vakawanda vanopedzwa simba nenyika ino pavanenge vakamirira kuti Jehovha aite zvinhu panguva yake yakakodzera. Chii chingaita kuti kumirira kwacho kuve nyore uye tifare patinenge takamirira?
Nhengo Itsva dzeDare Rinotungamirira
Musi weChitatu, 18 January 2023, pakapiwa chiziviso chekuti Hama Gage Fleegle naHama Jeffrey Winder vakagadzwa kuti vave nhengo dzeDare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha.
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Bhaibheri rinotii nezvekukwanisa kunoita Jehovha kuziva zvichaitika mune ramangwana?
Waizviziva Here?
Chimbofunga nezvezvikonzero zvitatu zvingangodaro zvaiita kuti vanyori veBhaibheri vadzokorore mamwe mashoko.
ZVAUNGAITA PAKUDZIDZA