NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA February 2025

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaApril 14–​May 4, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 6

Tinotenda Chaizvo Kuregererwa Kwatinoitwa naJehovha

Ichadzidzwa muvhiki raApril 14-​20, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 7

Unobatsirwa Sei Nekuregererwa Kwatinoitwa naJehovha?

Ichadzidzwa muvhiki raApril 21-​27, 2025.

NYAYA YEKUDZIDZA 8

Ungatevedzera Sei Jehovha Pakuregerera Vamwe?

Ichadzidza muvhiki raApril 28–​May 4, 2025.

NYAYA YEUPENYU

“Haana Kumbondisiya Ndiri Ndega”

Verenga unzwe kuti nei Angelito Balboa aine chokwadi chekuti Jehovha haana kumbobvira amusiya kunyange paakasangana nematambudziko akaoma.

Ramba Mweya Wekuzvifunga Wakazara Munyika

Vanhu vakawanda mazuva ano vanofunga kuti vanofanira kubatwa zvakanaka kupfuura vamwe kana kuti kupiwa kodzero dzisina vamwe. Ona zvimwe zviri muBhaibheri zvingatibatsira kuti tisava nemafungiro akadaro.

Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yechokwadi

Bhaibheri rinotaura nezvekukosha kwekuva neshamwari dzechokwadi panguva yekutambudzika.

Mubvunzo Uri Nyore Watinogona Kubvunza

Kungofanana nezvakaitwa naMary, unogona kutanga zvidzidzo zveBhaibheri zvakawanda nekungobvunza mubvunzo uri nyore.

Kuratidza Ushingi Pazvinenge Zvakaoma

Unodzidzei kubva paushingi hwakaratidzwa naJeremiya naEbhedhi-mereki?