NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA July 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaSeptember 2-29, 2019

Gadzirira Iye Zvino Kuzotambudzwa

Tingaitei kuti tive neushingi patinopikiswa?

Ramba Uchinamata Jehovha Basa Redu Parinorambidzwa

Tingaitei kana hurumende ikatirambidza kunamata Jehovha?

“Endai Munoita . . . Vadzidzi”

Nei basa rekuita vadzidzi richikosha chaizvo, uye mazano api angatibatsira kuti tiite basa redu?

Zvatingaita Kuti Tibatsire Vanhu Vasingaiti Zvechitendero

Tingabatsira sei vanhu vasingaiti zvechitendero kuti vadzidze kuda Mwari uye vave vadzidzi vaKristu?

NYAYA YEUPENYU

Jehovha Akandikomborera Kupfuura Zvandaitarisira

Kushumira kwakaita Manfred Tonak semumishinari muAfrica kwakamubatsira kuva nemwoyo murefu, kugutsikana, uye kuva nehumwe unhu hwakanaka.

Jesu Akafira Ini Pachangu Here?

Unombozviona semunhu asingakoshi here Chii chingakubatsira kukurira manzwiro akadaro?