NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA June 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaAugust 5 kusvika September 1, 2019

‘Chenjerai Kuti Pasava Nemunhu Anokutorai Senhapwa’!

Satani inyanzvi pakunyengera vanhu. Anoedza sei kukanganisa mafungiro edu kuti atibvise pana Jehovha?

Paradza Kufunga Kwese Kunopesana Nekuziva Mwari!

Zvinhu zvakadai semakuriro atakaita, tsika nemagariro edu, uye dzidzo, zvinoumba mafungiro edu. Tingabvisa sei mafungiro akaipa?

Vimba naJehovha Paunenge Uchishungurudzika

Kushungurudzika zvakanyanya kunokanganisa utano nepfungwa. Tinogona kudzidza zvakawanda kana tikaongorora kubatsira kwakaita Jehovha vashumiri vake kuti vasarambe vachishungurudzika.

Batsira Vamwe Pavanenge Vachishungurudzika

Roti, Jobho, naNaomi vakashumira Jehovha vakatendeka, asi vaifanira kutsungirira matambudziko. Tinodzidzei kwavari?

Zvatingaita Kuti Tisabatwa Nemusungo waSatani

Zvinonyadzisira zviri kukanganisa vashumiri vaMwari vakawanda. Tingaitei kuti tisaita zvinhu izvi zvisina kuchena?

Gwaro Rekare-kare Rinovhurwa

Muna 1970 vanoongorora matongo vakafukunura gwaro rekare rakatsva, muIsrael. Michina yemazuva ano yakaita kuti tione zvirimo. Munei?