NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA May 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJuly 1 kusvika August 4, 2019.

Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Muungano yechiKristu

Mutemo waKristu chii uye unokurudzira sei kubata vamwe zvakanaka?

Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Munyika Ine Uipi

Vabereki vangachengetedza sei vana vavo kuti vasashungurudzwa, uye vakuru vangaitei kuti vachengetedze ungano?

Kunyaradza Vakashungurudzwa

Vaya vakashungurudzwa vanganyaradzwa sei neShoko raMwari, nevakuru, uye nehanzvadzi dzakakura pakunamata?

Usanyengerwa ‘Neuchenjeri Hwenyika Ino’

Nei Jehovha ari iye chete watingavimba naye kuti atitungamirire? Bhaibheri rinotibatsira sei kuva nemwero pamaonero atinozviita?

Vandudza Madzidziro Ako!

Tingaisa sei zvinokosha pekutanga tonyatsobatsirwa nekudzidza Bhaibheri tiri tega?