NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA November 2017

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaDecember 25, 2017 kusvika January 28, 2018.

Imba Nemufaro!

Kana uchinyara kuimba neungano, ungakurira sei manzwiro iwayo woshandisa inzwi rako pakurumbidza Jehovha?

Uri Kupotera Kuna Jehovha Here?

Urongwa hwemaguta ekupotera emuIsraeri hunotidzidzisa nezvekuregerera kunoita Jehovha.

Tevedzera Kururamisira Uye Ngoni dzaJehovha

Maguta ekupotera anoratidza sei ngoni dzaJehovha? Anotidzidzisei nezvemaonero aanoita upenyu? Anoratidza sei kuti anonyatsoruramisira?

‘Munhu Ane Rupo Achakomborerwa’

Tinogona kushandisa nguva yedu, simba uye zvimwe zvinhu zvedu kutsigira basa rekuparidza Umambo.

Ramba Mafungiro Enyika

Tese tinofanira kungwarira kuti mafungiro anofarirwa nevamwe asakanganisa pfungwa dzedu. Funga nezvemienzaniso 5 yemafungiro enyika.

Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

Pashure pekuyeuchidza vaKristu nezvetariro yavo inoshamisa, muapostora Pauro akavapa nyevero.

Ungaita Sei Kuti Ujaire Ungano Yaunenge Watamira?

Kana uchifanira kuchinja ungano, unogona kunzwa uchitya. Chii chingakubatsira kuti ujaire?