NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA November 2024
Magazini iyi ine nyaya dzekudzidza dzaJanuary 6–February 2, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 44
Ungaitei Kana Usiri Kubatwa Zvakanaka?
Ichadzidzwa muvhiki raJanuary 6-12, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 45
Dzidza Pamashoko Ekupedzisira Akataurwa Nevarume Vakatendeka
Ichadzidzwa muvhiki raJanuary 13-19, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 46
Hama—Mune Chinangwa Chekuva Vashumiri Veungano Here?
Ichadzidzwa muvhiki raJanuary 20-26, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 47
Hama—Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?
Ichadzidzwa muvhiki raJanuary 27–February 2, 2025.
NYAYA YEUPENYU
Jehovha Akatisimbisa Panguva Yehondo Uye Yerunyararo
Paul naAnne Crudass vanotaura kuti Jehovha akavabatsira sei panguva yehondo uye pavaisangana nematambudziko akakura chaizvo.
Chii Chingakubatsira Kuti Ugare Uchidzidza Bhaibheri?
Zvinhu 4 zvinokubatsira kuti ugare uchidzidza Bhaibheri uye uchinakidzwa nekudzidza kwacho.
Tsvaga Nzvimbo Yakanaka Yekudzidzira
Ona zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kuti uise pfungwa pane zvaunenge uchidzidza.