NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA October 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaDecember 3-30, 2018.

1918—Makore Zana Apfuura

Hondo Yenyika I yakanga ichiri kuitika muEurope, asi zvaiitika gore iroro richangotanga zvaiita sekuti pane zvakanaka zvaizoitika kuVadzidzi veBhaibheri uye kuvanhu vese.

Kutaura Chokwadi

Nei vanhu vachinyepa, uye zvinoguma nei? Tingaita sei kuti titaurirane chokwadi?

Kudzidzisa Chokwadi

Munguva yatasarirwa nayo yekuita ushumiri hwedu, tinofanira kunyanya kukoshesa kutanga zvidzidzo zveBhaibheri uye kudzidzisa vanhu chokwadi. Bhokisi reMaturusi Ekudzidzisa ringatibatsira sei?

NYAYA YEUPENYU

Jehovha Akakomborera Chisarudzo Chandakaita

Achiri jaya, Charles Molohan akawedzera ushumiri hwake nekunyorera kunoita basa repaBheteri. Jehovha akakomborera zvese zvaakazoita.

Vimba neMutungamiriri Wedu—Kristu

Sangano raMwari zvariri kufambira mberi nekukurumidza, zvikonzero zvipi zvinoita kuti tivimbe nekutungamirira kwaKristu mazuva ano?

Ramba Uine Rugare Rwemupfungwa Zvinhu Pazvinochinja

Upenyu hwedu hukaerekana hwachinja, zvatinosangana nazvo zvinogona kuita kuti tishungurudzike. ‘Rugare rwaMwari’ rungatibatsira sei?

Waizviziva Here?

Stefani akava muKristu wekutanga akaurayirwa zvaaitenda. Akakwanisa sei kuramba akadzikama zvakadaro paaitambudzwa?