NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA September 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaOctober 29 kusvika kuDecember 2, 2018

“Kana Muchiziva Zvinhu Izvi, Munofara Kana Muchizviita”

Tingaramba sei tichizvininipisa, uye nei zvichikosha kuti tidaro?

VaKristu Vakura—Jehovha Anokoshesa Kuvimbika Kwenyu

Mazuva ano, varume vechiKristu vakura vakaratidza sei kuti vane mwero?

Ramba Uchiratidza Rudo Nekuti Runovaka

Ona kuti tingasimbisana sei mumazuva ano ekupedzisira akaoma.

Vanofara Vaya Vanoshumira “Mwari Anofara”

Tingafara sei pasinei nematambudziko atinosangana nawo?

Unoziva Here Kuti Inguvai?

Vanhu vaitaura sei nguva muBhaibheri?

NdeWemasimbaose Asi Anofunga Zvakanakira Vamwe

Jehovha anoratidza sei muenzaniso wakanaka pakufunga zvakanakira vamwe?

Funga Zvakanakira Vamwe Uye Iva Nemutsa Uchitevedzera Jehovha

Dzidza kuti ungafunga sei zvakanakira vamwe mumhuri, muungano uye muushumiri.