NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA September 2024

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaNovember 11–​December 8, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 36

“Ivai Vaiti Veshoko”

Ichadzidzwa muvhiki raNovember 11-​17, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 37

Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

Ichadzidzwa muvhiki raNovember 18-​24, 2024.

NYAYA YEUPENYU

Upenyu Hunofadza Uye Hunogutsa Mubasa raJehovha

André Ramseyer ava nemakore 70 ari mubasa renguva yakazara uye ane mabasa akawanda aakaita musangano. Matambudziko api aakasangana nawo uye akakwanisa sei kuita kuti Jehovha ave pekutanga muupenyu hwake?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Jesu paakatanga kuita Kudya kwaShe Kwemanheru, vadzidzi 70 vaakanga ambotuma kunoparidza vakanga varipi? Vakanga vamusiya here?

NYAYA YEKUDZIDZA 38

Uri Kuteerera Yambiro Here?

Ichadzidzwa muvhiki raNovember 25–​December 1, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 39

Wana Mufaro Mukuru Unobva Pakupa

Ichadzidzwa muvhiki raDecember 2-⁠8, 2024.

Tsvaga Zvinhu Zvitsva Paunenge Uchidzidza

Patinenge tichidzidza tiri tega, tingaitei kuti tiwedzere kunzwisisa zvatiri kuedza kudzidziswa naJehovha?