NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA June 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaAugust 1-28, 2016.

Jehovha ‘Ane Hanya Newe’

Ungava sei nechokwadi chekuti Jehovha anokufarira? Ongorora uchapupu hwacho.

Ziva Kuti Jehovha Ndiye Muumbi Wedu

Mwari anosarudza sei vanhu vaanoumba? Nei achivaumba? Anovaumba sei?

Unobvumira Muumbi Mukuru Kuti Akuumbe Here?

Unhu hupi huchaita kuti uumbike mumaoko aMwari?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Murume ane nyanga yeingi yomunyori pamwe chete nevarume vatanhatu vakabata zvombo zvokuputsa nazvo vanotaurwa mune zvakaratidzwa Ezekieri vanofananidzirei?

“Jehovha Mwari Wedu ndiJehovha Mumwe Chete”

Mwari “mumwe chete” pakudini, uye tingamunamata sei saMwari mumwe chete?

Usarega Zvikanganiso Zvevamwe Zvichikuvhiringidza Pakunamata

Vashumiri vaMwari vakararama kare vakamborwadzisa vamwe nemashoko kana kuti nezviito zvavo. Tingadzidzei kubva kumienzaniso iyi yemuBhaibheri?

Pane Chinokosha Kupfuura Madhaimondi Here?

Kuva neunhu hwakadaro kunokosha zvikuru.

Unoyeuka Here?

Wakanyatsoverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona zvauchiri kuyeuka.