NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA November 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaDecember 26, 2016 kusvika kuJanuary 29, 2017.

Ishoko Rainyaradza Zvikuru!

Nderipi shoko raishandiswa naJesu raireva zvinopfuura kuremekedza?

‘Rambai Muchikurudzirana Zuva Rimwe Nerimwe’

Nei kukurudzirana kuchikosha? Ungadzidzei kubva pakukurudzira vamwe kwaiitwa naJehovha, Jesu, naPauro? Uye ungaitei kuti mashoko ako ekukurudzira vamwe anyatsovabatsira?

Takarongwa Maererano Nezviri muBhuku raMwari

Jehovha ndiye Murongi asina waakaenzana naye. Hatingatarisiriwo kuti vanamati vake vave vakarongeka here?

Unonyatsokoshesa Bhuku raJehovha Here?

Vanhu vaMwari vanowana mubayiro pavanoedza kushandisa zviri muShoko rake uye pavanotsigira sangano rake vakavimbika.

“Basa Iguru”

Une ropafadzo yekutsigira basa racho.

Kudanwa Kubva Murima

Vanhu vaMwari vakapinda murima mumakore ekuma100 C.E. mupfungwa ipi? Vakatanga kuwana chiedza riini uye sei?

Vakabuda Muchitendero Chenhema

Vanhu vaMwari vakasununguka zvachose riini pakutapwa neBhabhironi guru?

“Vaparidzi veUmambo vemuBritain—Mukai!!”

Kwemakore 10, nhamba yevaparidzi veUmambo muBritain yakanga isiri kuwedzera! Chii chakaita kuti zvinhu zvichinje?