NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA September 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaOctober 24 kusvika November 27, 2016.

“Maoko Ako Ngaarege Kushayiwa Simba”

Jehovha anosimbisa uye anokurudzira sei vashumiri vake? Ungazviitawo sei?

Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha

Vanhu vaMwari vanosangana nematambudziko pavanoedza kufarirwa naye. Asi vanogona kukunda!

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Nderipi “shoko raMwari” rinonzi “ibenyu uye rine simba” rinotaurwa pana VaHebheru 4:12?

Kudzivirira Mashoko Akanaka Pamberi Pevanhu Vane Masimba

Tinogona kudzidza pane zvakaitwa naPauro paaitongwa maererano nemitemo yaivapo panguva yake.

Mapfekero Ako Anoita Kuti Mwari Akudzwe Here?

Mazano eBhaibheri anogona kutibatsira.

Batsirwa Nekutungamirira kwaJehovha Mazuva Ano

Zvimwe Zvapupu muPoland uye muFiji zvakaita zvisarudzo zvakanaka.

Vechidiki, Simbisai Kutenda Kwenyu

Unombofungawo kutevedzera zvinotendwa nevamwe here, zvakadai sekuti zvinhu zvakashanduka-shanduka, pane kutenda kuti kune Musiki? Kana zvakadaro, nyaya ino yakanyorerwa iwewe.

Vabereki, Batsirai Vana Venyu Kuti Vave Nekutenda

Unombonzwa sekuti haunyatsokwanisi kudzidzisa vana here? Pane matanho mana anogona kukubatsira kuti ubudirire.