Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ungada Kushanyirwa Here?

Ungada Kushanyirwa Here?

Ungada Kushanyirwa Here?

Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufaro unobva muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye chinangwa chake chinoshamisa nokuda kwevanhu. Kana uchida mamwe mashoko kana kuti uchida kuti mumwe munhu akushanyire kumba kwako kuti azodzidza newe Bhaibheri pachena, tapota nyorera Jehovah’s Witnesses, P. Bag WG-5001, Westgate, Zimbabwe, kana kuti kero yakakodzera pane dziri papeji 2.