Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2005
Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2005
Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Bhaibheri reBerleburg, 2/15
Bhaibheri Rekare rokuGermany Rinoshandisa
Zita raMwari, 9/1
Bhaibheri Romutauro wokuItaly—Nhoroondo Yematambudziko Aro, 12/15
Bhaibheri roUmambo, 8/15
Chinhu Chinoyamura Pakushandura, 4/15
Dzidziso Dzechokwadi, 7/15
Gungwa reGarireya (chikepe chekare), 8/15
“Kujekeswa” kweBhaibheri Muraibhurari Yekare
Zvikuru yokuRussia, 7/15
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raVatongi, 1/15
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raRute, 3/1
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku ra1 Samueri, 3/15
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku ra2 Samueri, 5/15
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku ra1 Madzimambo, 7/1
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku ra2 Madzimambo, 8/1
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku
ra1 Makoronike, 10/1
Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku
ra2 Makoronike, 12/1
“Pimu” Rinopa Uchapupu Hwokuti Nderechokwadi, 3/15
Rinogona Kukubatsira Kuti Ufare, 8/1
Sayenzi uye, Zvinopesana Here? 4/1
Zvakaitika—Zvakarurama Zvakadini? 4/15
“Zvapera” (Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro echiKristu echiGiriki mumutauro weLingala), 7/1
DZIMWEWO NYAYA
Amagedhoni, 12/1
Basa—Kukomborerwa Here Kana Kuti Kutukwa? 6/15
ChiKristu PavaJudha Vomuzana Remakore
Rokutanga, 10/15
Chiratidzo Chokuvapo kwaJesu, 10/1
Chitendero Chinogona Here Kubatanidza Vanhu? 1/1
Dhiyabhorosi Munhu Chaiye Here? 11/15
‘Dombo Dzvuku Rinokosha’ (Zva 4:3), 3/15
Dzidziso Dzechokwadi, 7/15
Dzidzo Yakanaka Kupfuura Dzose, 10/15
Kubatana Kwenyika, 6/1
Kuparidza kwaSauro Kunokonzera Kushorwa, 1/15
Kuwana Zivo—Iye Zvino uye Nokusingaperi, 4/15
Mari—Guta Guru Romugwenga, 5/15
Munhu Angachinja Nyika Here? 11/1
“Munondo waJehovha nowaGidheoni!” 7/15
Nguva yeKrisimasi, 12/15
Nguva Yezororo, 12/15
Philo wokuAlexandria, 6/15
Pondiyo Pirato, 9/15
Rudzikinuro Runoratidza Kukura Kwakaita
Kururama kwaMwari, 11/1
Rufu, 8/15
Rumuko, 5/1
Samsoni Anokunda, 3/15
Tsvaka Rugare Rwomupfungwa, 7/1
‘Ukamanikidzwa Kuti Uite Basa’ (Mt 5:41), 2/15
Upenyu Hunokosha Zvakadini? 2/1
Urombo, 5/15
“Vaya Vanoburukira Kugungwa Vari Mungarava,” 10/15
Zvinhu Zvinoshamisa Zvakasikwa Zvinokudza
Jehovha, 11/15
Zvinozoitika Zvinodzorwa Nei? 1/15
Zvishamiso, 2/15
JEHOVHA
Anoita Zvakarurama Nguva Dzose, 2/1
Jehovha Haambokusiyi, 10/15
“Shoko” raJehovha Ngarikuchengetedze, 9/1
JESU KRISTU
Ari Kukuchinja Zvakadini? 3/15
Jesu Kristu Ndiani? 9/15
KARENDA
Kugutsikana Usina Kuroora Kana Kuroorwa, 7/15
Kukwegura “Korona Yakaisvonaka,” 1/15
Kuzvipira, 11/15
Mhuri Dzinosimbiswa, 5/15
Vanhu Vazhinjizhinji Vanobvuma Kunamata
Jehovha, 9/15
Vechiduku Vanorumbidza Jehovha, 3/15
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Basa rinoita kuti upakate pfuti, 11/1
Dhavhidhi akabata nhapwa noutsinye here? 2/15
Dhavhidhi nevarume vanodya chingwa chitsvene, 3/15
Kupa mushandi wehurumende mari yokutenda? 4/1
Kupokana pamusoro pokudya mhuka yakafa yoga?
Mashoko okuti “iye oga asingafi” uye “asina munhu akambomuona” kana anogona kumuona anoreva Jesu here? (1Ti 6:15, 16), 9/1
Mitambo yechisimba yepakombiyuta, 9/15
Nei Dhavhidhi naBhati-shebha vasina kuurayiwa? 5/15
“Ngirozi” yaPetro (Mab 12:15), 6/1
Pauro: “Ini ndiri muFarise” (Mab 23:6), 4/15
Samsoni anobata zvitunha iye ari muNaziri? 1/15
Samsoni anobvambura shumba sezvaanoita mbudzana here? 1/15
Soromoni achamutswa here? 7/15
Stefani anonyengetera kuna Jesu here? 1/1
Vakadzi va“kachengeteka nokubereka vana”
(1Ti 2:15), 5/1
Zvairehwa neShekina, 8/15
“Zvimwe” (Zef 2:3), 8/1
NYAYA DZINODZIDZWA
Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa, 9/1
Famba naMwari, Ukohwe Zvakanaka, 11/15
Famba Nokutenda, Kwete Nokuona! 9/15
Hatichazviraramiri, 3/15
Imba Inogona Kubudirira Munyika Yanhasi, 3/1
Jehovha Akaverenga “Bvudzi Romusoro Wenyu Chairo,” 8/1
Jehovha Anochengetedza Vaya Vanomurindira, 6/1
Jehovha “Anopa Mubayiro Vanomutsvaka Nemwoyo Wose,” 8/1
Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu, 11/1
Kuita Kuti Tirambe Tichizivikanwa sevaKristu, 2/15
Kuponeswa, Kwete Nemabasa Oga, Asi Nomutsa Usina Kufanirwa, 6/1
Kusvika Pakuziva Nzira dzaJehovha, 5/15
Kutsvaka ‘Parera Rinokosha Kwazvo’ Nhasi, 2/1
Ku“uya Namashoko Akanaka Ezvinhu Zvakanaka,” 7/1
Kuva Vashumiri Vanofambira Mberi uye Vanochinja-chinja, 12/1
‘Kuwana Parera Rimwe Rinokosha Kwazvo,’ 2/1
“Makatengwa Nomutengo,” 3/15
Mashoko Akanaka Evanhu Vemarudzi Ose, 7/1
Mirayiridzo Yokuchenjera Kune Vakaroorana, 3/1
Mutemo Worudo Pamwoyo, 8/15
Ndiani Waunoteerera—Mwari Kana Kuti Vanhu? 12/15
Ndivanaani Vachamutswa? 5/1
Ngwarira Kuva Nomwoyo Unozvikudza, 10/15
“Nzira dzaJehovha Dzakarurama,” 11/15
“Rambai Makarinda”—Awa Yokutonga Yasvika! 10/1
“Rambai Muchiedza Zvamuri,” 7/15
Rambai Muchifamba Sokufamba Kwakaita Jesu
Kristu, 9/15
‘Ramba Uchizvidzora Pakuitirwa Zvakaipa’ 5/15
Ratidza Kuzvininipisa Kwechokwadi, 10/15
Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe, 5/1
Shoko raMwari Ngarive Chiedza Panzira Yako, 4/15
Tariro Yorumuko—Inorevei Kwauri? 5/1
Tevedzera Muenzaniso Wakaitwa naJesu, 1/1
Tichafamba Nezita raJehovha Mwari Wedu, 9/1
Uchafamba naMwari Here? 11/1
Ucharatidza Kubwinya kwaMwari Here? 8/15
Uprofita hwaHosiya Hunotibatsira Kufamba
naMwari, 11/15
Uprofita Hwakataura nezvaKristu, 1/15
Vabereki, Dzivirirai Nhaka Yenyu Inokosha, 4/1
Vabereki, Goverai Zvinodiwa Nemhuri Yenyu, 6/15
Vabereki—Munoda Kuti Vana Venyu Vave Neramangwana Rakaita Sei? 10/1
Vakadzidziswa Kupupurira Kwazvo, 1/1
VaKristu—Dadai Nezvamuri! 2/15
VaKristu Vanoratidza Kubwinya kwaJehovha, 8/15
Vana Vedu—Nhaka Inokosha, 4/1
Vanhu ‘Vemitauro Yose’ Vanonzwa Mashoko
Akanaka, 12/1
Vechiduku—Rumbidzai Jehovha! 6/15
Vimba neShoko raJehovha, 4/15
Wakatendeka Muzvinhu Zvose Here? 7/15
Yava Nguva Yokusarudza Pauri, 12/15
Zvakafanoratidzwa nezvoUmambo hwaMwari Zvinova Zvechokwadi, 1/15
NYAYA DZOUPENYU
Jehovha Anokomborera Zvikuru (R. Stawski), 8/1
Kukunda Munzira Inokosha (E. Ludolph), 5/1
Kunyange Ndisina Simba, Ndine Simba (L. Engleitner), 5/1
Kutsunga Kuramba Ndichishumira (C. Benanti), 12/1
Kutsungirira Somurwi waKristu (Y. Kaptola), 9/1
Muenzaniso Wevabereki Wakandisimbisa
(J. Rekelj), 10/1
Ndakagamuchira ‘Zvakakumbira Mwoyo Wangu’ (D. Morgou), 11/1
Ndinofara Kuti Ndine Zvandakaitawo Pakudzidzisa Bhaibheri (A. Matheakis), 7/1
Nherera Inowana Baba Vane Rudo (D. Sidiropoulos), 4/1
Takadzidza Kuvimba Zvakakwana naJehovha (N. Holtorf), 1/1
Takashandisa Kuchinja Kwemamiriro Ezvinhu Kuti Tipupurire Kure (R. Malicsi), 3/1
“Upenyu Huno”—Kunakidzwa Nahwo Zvizere! (T. Buckingham), 6/1
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Chokwadi Chiri Kubereka Zvibereko Mune Vaunodzidzisa Here? 2/1
“Gamuchiranai,” 1/15
Hana Yakanyatsorovedzwa Here? 10/1
Kudzivirira Vana Nouchenjeri hwaMwari, 1/1
Kuita Kuti Jehovha Ave Mwari Wako, 4/1
Kuita Kuti Pave Norugare, 3/1
Kurukura Nevaya Vaunoda, 6/1
Kushandisa Pfungwa, 5/15
Kushinga Pakutarisana Nokushorwa, 5/1
Kuteerera Norudo, 11/15
Kutenda Kunokukurudzira Kuita Chiito? 4/15
‘Kutya Jehovha Ndihwo Uchenjeri’ (Zvir 14), 9/15
Kuvimbika, 9/1
Ndepapi Pakakodzera Kuti Utsamwe? 8/1
Nguva Yokudya, 1/1
Ramba Kufunga Kwakaipa! 9/15
Shandisa Zuva Rimwe Nerimwe Nenzira Yakakodzera, 5/1
Tinogona Kutsungirira Muedzo Chero Upi Zvawo! 6/15
Tsika Dzisingafadzi Mwari, 1/1
Unozvienzanisa Nevamwe Here? 2/15
Uri Kuvakira Panheyo Yakadini? 5/15
Usarega Kuita Zvakanaka Kwazvo, 6/1
Vakaroorana Pavanotadza Kuwirirana, 6/1
“Wakangwara Unongwarira Mafambiro Ake’
(Zvir 14), 7/15
Waka“pfuma Kuna Mwari” Here? 10/1
Zvinofunga Vamwe Nezvedu, 9/15
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
“Akatambudzirwa Kutenda Kwake” (N. Riet), 6/15
“Good News for People of All Nations” (kabhuku), 12/1
Gungano Mumusasa Wevapoteri (Kenya), 4/15
“Havana Kubvumirana Pane Zvisina Kufanira,” 7/15
Kubatsira vokuChina Vari muMexico, 12/15
Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 7/1
Kuratidzwa Kworudo, Kutenda, Kuteerera (Nzvimbo yokudhindira yeWatchtower Farms), 12/1
Kurumbidza Jehovha Kuchikoro, 6/15
“Kutendeka Mumiedzo” (vhidhiyo), 3/1
Macedonia, 4/15
Magungano Eruwa Anoti “Kuteerera Mwari,” 3/1
Maruwa eAustralia, 4/1
Mufambiro Wakanaka Unobereka Zvibereko
(Japan), 11/1
Nyika Yaiva Yakakurumbira chiKristu Pakutanga
(Italy) 6/15
“Nyika yeGondo” (Albania), 10/15
‘Paridza Kusunungurwa Kunhapwa’
(basa romujeri), 12/15
“Rimwe Remazuva Akanakisisa Muupenyu Hwangu” (Australia), 11/1
‘Rudo Rwavose Ruri Kuwedzera’ (Japan), 11/15
Saba, 2/15
Simba reShoko raMwari, 2/15
Udza Matsi Mashoko Akanaka (Spain), 11/1
VaMennonites Vanotsvaka Chokwadi (Bolivia), 9/1
‘Vangadai Vakasunungurwa,’ 8/15
Vanhu Vakatendeseka, 6/1
Zvipo, 11/1