Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Ya2006 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Indekisi Ya2006 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Indekisi Ya2006 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Akaedza Noushingi Kutsigira (Seraphim), 5/15

Christophe Plantin—Kudhinda Bhaibheri, 11/15

Kunzwisisa, 4/1

Mabhuku Matsvene (Muratorian Fragment), 2/15

“Ndima dzeBhaibheri Dzakare kare Dzinozivikanwa,” 1/15

“Ndinoda Mutemo Wenyu Sei!” 9/15

“Ngatienzanisei Magwaro,” 8/15

Pfungwa Huru—Esteri, 3/1

Pfungwa Huru—Ezra, 1/15

Pfungwa Huru—Isaya—I, 12/1

Pfungwa Huru—Jobho, 3/15

Pfungwa Huru—Mapisarema, Bhuku 1, 5/15

Pfungwa Huru—Mapisarema, Bhuku 2, 6/1

Pfungwa Huru—Mapisarema, Bhuku 3, Bhuku 4, 7/15

Pfungwa Huru—Mapisarema, Bhuku 5, 9/1

Pfungwa Huru—Muparidzi, 11/1

Pfungwa Huru—Nehemiya, 2/1

Pfungwa Huru—Rwiyo rwaSoromoni, 11/15

Pfungwa Huru—Zvirevo, 9/15

Rinonyanyisa Here? 10/1

DZIMWEWO NYAYA

Anopesana naKristu, 12/1

Bharuki—Munyori waJeremiya, 8/15

Chidhindo ‘chaJukari,’ 9/15

Chinhu Chisiri Bhaibheri Chinotaura nezvaIsraeri, 7/15

“Chishongo cheGarireya Yose” (Sepphoris), 6/1

Chitendero—Chinobatsirei? 9/1

Chokwadi, 7/1

Guta reEbla Rinonyukazve, 12/15

Hembe Yemvere, 8/1

Judha Yakaramba Iri Dongo Here? 11/15

Krisimasi, 12/15

Kunamata Kunobatsira, 9/1

Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira”? 9/15

Kurarama Nokusingaperi, 10/1

Kuremekedzwa Kwevanhu, 8/1

Kuwana Nzira Munyanza, 10/1

Mari Netsika, 2/1

Melito wokuSadhisi, 4/15

Mhuka Dzinorumbidza Jehovha, 1/15

Migwagwa yeRoma, 10/15

Mufaro, 6/15

Mushonga Worufu, 3/15

“Mutarisire Muzambiringa Uyu”! 6/15

Muti Unonzi Lagani Auna, 2/1

Ndivanaani Vachagara Nhaka Yenyika? 8/15

“Nei Tiri Pano?” 10/15

Ngirozi, 1/15

Rugare Pasi Pano—Kurota? 12/15

Sanihedrini, 9/15

Tsika yevaJudha Yokugeza, 10/15

TV Mureri Akanaka Wevana? 6/15

Umambo hwaMwari, 7/15

Unoda Shamwari Dzakanaka? 3/1

Urombo, 5/1

Zvakanaka Zvichakunda Zvakaipa? 1/1

“Zvinhu Zvokufananidzira,” 3/15

JEHOVHA

Chinangwa Chenyika, 5/15

Kodzero Yokuva Nezita, 4/15

Tingasvika Pakuziva Mwari Here? 10/15

JESU KRISTU

Kuuya kwaMesiya, 2/15

MuPristi Mukuru Akawanira Mhosva, 1/15

Ndivanaani Vanoshandisa Dzidziso dzaKristu? 3/1

KARENDA

‘Hatingaregi Kutaura,’ 9/15

‘Jah Ndiye Ruponeso Rwangu,’ 1/15

Kunyatsopupura ‘Noushingi,’ 11/15

“Kurwa ndokwaJehovha,” 5/15

‘Mwari Wedu Anokwanisa Kutinunura’ (vaHebheru vatatu), 7/15

Takanunurwa “Neropa Rinokosha,” 3/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Areka yesungano, 1/15

Chii chinoita kuti “zvinhu zvinokosha” zviuye? (Hag 2:7), 5/15

“Hapana munhu akakwira kudenga asi uya akaburuka” (Joh 3:13), 6/15

Jesu akanga asiri kuremekedza amai? (Joh 2:4), 12/1

Josefa aidudzira manenji? (Ge 44:5), 2/1

Kudzingirwa kusachena? 7/15

Kusunungurwa pakunetswa nemadhimoni, 4/15

Kutadza uye kufa muedzo wokupedzisira wapera? 8/15

Mosesi akanga asinga“chabvumirwizve kubuda”? (Dhe 31:2), 10/1

MuMutemo, nei kusachena mune zvepabonde? 6/1

Ngozi dzipi nhatu? (Mt 5:22), 2/15

Nyika ichaparadzwa? (Pis 102:26), 1/1

Tsaona yemotokari inoguma nokufa, 9/15

“Uchenjeri” hwaireva Jesu Kristu asati ava munhu? (Zvi 8), 8/1

‘Usabika mbudzana nomukaka waamai’ (Eks 23:19), 4/1

Vakadzi vanofanira ‘kuramba vakanyarara muungano’? (1VaK 14:34), 3/1

NYAYA DZINODZIDZWA

‘Endai Munoita Vadzidzi, Muchivabhabhatidza,’ 4/1

“Fara Nomudzimai Wouduku Hwako,” 9/15

Ida Mwari Anokuda, 12/1

Itya Jehovha—Ufare! 8/1

Iva Akachenjera—Itya Mwari! 8/1

Jehovha ‘Achaita Kuti Kururamisira Kuitwe,’ 12/15

Jehovha Anonunura Anotambudzika, 7/15

Jehovha Anopa ‘Mudzimu Mutsvene Vaya Vanomukumbira,’ 12/15

Jehovha Anorovedza Vafudzi Veboka Rake, 5/1

Jehovha Anozivisa “Zvokuguma Kubvira Pakutanga,” 6/1

Jobho—Murume Wokutsungirira uye Wokuvimbika, 8/15

Kufamba Mugwara Rechiedza Chinoramba Chichiwedzera, 2/15

Kuita Zvinodiwa Kuti Ukwanise Kubhabhatidzwa somuKristu, 4/1

“Kukumbira Kwenyu Ngakuziviswe Mwari,” 9/1

Kuratidza Kuremekedza Kuungana Kwedu Kutsvene, 11/1

Kushumira Mambo Kristu Nokuvimbika, 5/1

Kutarisira Kunoita Kuti Chinangwa chaMwari Chizadzike, 2/15

Kutsvaka Kururama Kuchatidzivirira, 1/1

Kuunganidza Zvinhu Zviri Kudenga uye Zvinhu Zviri Panyika, 2/15

“Makanzwa Nezvokutsungirira kwaJobho,” 8/15

Maoko Enyu Ngaasimbe, 4/15

Matauriro Aungaita no“Munzwi Womunyengetero,” 9/1

Michato Inokudzwa Mukuona kwaMwari Nevanhu, 10/15

Mufaro Wokufamba Nokuvimbika, 5/15

“Mumwe Nomumwe Achatakura Mutoro Wake,” 3/15

Musabvumira Dhiyabhorosi Nzvimbo, 1/15

‘Musagunun’una,’ 7/15

“Ndinemi,” 4/15

“Ndinoda Kwazvo Zviyeuchidzo Zvenyu,” 6/15

“Ndinoda Mutemo Wenyu Sei!” 6/15

Nguva Dzose Bvuma Kurangwa naJehovha, 11/15

Nhandaro Yakanaka Inozorodza, 3/1

Nyanya Kufunga Zvakanakira Sangano raJehovha, 7/15

“Nyatsosvinurirai,” 3/1

Rambai Muri Murudo rwaMwari, 11/15

Ratidza Kuti Unotenda Nemararamiro Ako, 10/15

Ratidza Rudo uye Ruremekedzo Nokudzora Rurimi Rwako, 9/15

Rwisanai naSatani, uye Iye Achakutizai! 1/15

“Sarudzai Upenyu Kuti Murambe Muri Vapenyu,” 6/1

Shingiswa Nokutenda uye Nokutya Mwari, 10/1

Siyana Zvachose Nokunamata Kwenhema! 3/15

Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga, 10/1

Tevedzera Kushivirira kwaJehovha, 2/1

“Uchapupu Kumarudzi Ose,” 2/1

Unoona Zvinhu Zvitsvene Semaonero Anoita Jehovha Here? 11/1

Unovimba naMwari Zvakasimba Zvakadini? 1/1

Ushingi Hunosimbiswa Norudo, 10/1

Vafudzi Vari “Mienzaniso Kuboka,” 5/1

Vakaberekwa Vari Rudzi rwaMwari Rwakasarudzwa, 7/1

Vechiduku, Sarudzai Kushumira Jehovha, 7/1

Wagadzirira Kupona Here? 5/15

“Zuva Guru raJehovha Rava Pedyo,” 12/15

Zvinorehwa Nokuda Muvakidzani Wedu, 12/1

NYAYA DZOUPENYU

Aifarira Mutemo waJehovha (A. Schroeder), 9/15

Jehovha Akakomborera Chido Chokuva Mumishinari (S. Winfield da Conceição), 11/1

Jehovha Akandibatsira Kukurira Matambudziko Oupenyu (D. Irwin), 10/1

Jehovha Akandibatsira Kuti Ndimuwane (F. Clark), 2/1

Kubatsirwa Nokuvimbika Kwemhuri Yedu (K. Cooke), 9/1

Kurera Vana Vasere (J. Valentine), 1/1

Kurwa Kuti Tirambe Takasimba Pakunamata (R. Brüggemeier), 12/1

Kushumira Ndichifara Pasinei Nokuva Ndonda (V. Spetsiotis), 6/1

Kutsungirira Kunounza Mufaro (M. Rocha de Souza), 7/1

Kuziva Nei Mwari Achirega Vanhu Vachitambura (H. Peloyan), 5/1

Kuziva Zvakanaka uye Kuzviita (H. Sanderson), 3/1

Pakupedzisira Mhuri Yakabatana! (S. Hirano), 8/1

Takatsunga Kushumira Jehovha (R. Kuokkanen), 4/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Chidzidzo Pamusoro Pokuzvikudza uye Kuzvininipisa, 6/15

Gutsikana Nokushandisa Zvinodzidziswa neBhaibheri, 6/1

Haungagoni Kuichengeta, Ishandise Zvakanaka (nguva), 8/1

Jehovha ane hanya nevanozvininipisa, 3/1

Kana Munhu Waunoda Akasiya Jehovha, 9/1

Kubaya Mwoyo Womwana, 5/1

Kubudirira Kwechokwadi, 2/1

Kufungisisa Kunonakidza, 1/1

Kukosha Kwo“mudziyo Usina Simba,” 5/15

Kukurukurirana Nowawakaroorana Naye, 4/15

Kurera Vana, 11/1

Kusarudza Maererano Nezvinodiwa naMwari, 4/15

Kushanda Neungano Yomumwe Mutauro, 3/15

Kushandisa Simba, Tevedzera Kristu, 4/1

Kutya Mwari “Kurangwa” (Zvi 15), 8/1

“Munhu Anobvuma Kutsiurwa Ane Njere” (Zvi 15), 7/1

Nei Tichifanira Kuita Zvakanaka? 11/15

Nyaradzo Nokuda Kwevakwegura, 6/1

Nyaya Ine Chokuita Newe, 11/15

Ratidza Kuti Une Hanya Nevarombo, 5/1

“Rusununguko Rwokutaura,” 5/15

“Shoko Panguva Yakakodzera,” 1/1

Usatya, 5/1

Vabereki—Ivai Muenzaniso Wakanaka, 4/1

Zuva Romuchato, 10/15

Zvinobatsira Kuva Akatendeseka, 12/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Akanga Akwegura Asi Asina Kusurukirwa (F. Rivarol), 8/15

Chikoro Chokudzidzisa Vashumiri, 11/15

Daniel Nebheji Regungano Reruwa, 11/1

Dzidzisa Vana Vako Kupindura, 11/15

Guinea, 10/15

Haiti, 12/15

‘Kubvira Nhasi, Ndava Kutenda Kuti Kuna Mwari’ (Czech Republic), 7/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 1/1, 7/1

Kushanya Kwakaita Kuti Ndichinje, 7/1

Kutanga Vadzingwa, Vozogamuchirwa (Peru), 1/1

Kutenda Kunokurudzira Vamwe (Canary Islands), 7/1

Kuvaka Takabatana, 11/1

Kuwedzera Kunokurudzira (Taiwan), 8/15

Mataundi okuBolivia Ari Kure Nemamwe, 2/15

“Mugumo Wakanakisisa” (Spain), 7/1

Mutongi Angaruramiswa? 12/1

Nhengo Itsva Dzedare Rinodzora, 3/15

“Pamusana Pomukomana Ane Makore Mapfumbamwe,” 9/1

Panama, 4/15

“Tiudze Zvimwe!” (mudzidzi wokuRussia), 3/1

Triangle Yepepuru, 2/15

Uganda, 6/15